13/10/2023
ΓHII CHINONZI KUCHENURWA KWEDZIMU
Chii chinonzi kuchenurwa KWEDZIMU zvinenge zvakasiyana nekugezwa kwemunhu wenyama. Zvese izvi zvikubvira pakuti vazukuru murikunzi tachenesa Dzimu rako,iwe wenyama ndiwe unonogezeswa. Kuchenurwa KWEDZIMU kurohwa guva kt agozobuda asina mbereka dzinoshaisa Dzimu simba or kutadzisa kt Dzimu ritadze kubuda. Saka ndoparikutadzwa nemasekuru nanaambuya,vanenge vasina simba rekukwanisa kuburitsa Dzimu nkt ivo vanenge vasina simba or zodzo.Asi nkt vanenge vachingoda Mari/zviwanikwa chete,izvi zvekt vakukuparira or kukupedzera nguva yako. Dzimu rakarohwa guva ndiro rinenge rakuuya pasina mbereka, uye kubuda kwaro hakunetsiba asi Dzimu risina kuchenurwa haribude kusvika unozviramwa nkt unenge wakushaya Direction . Ndipo unonzwa munhu akuti ndaneta nazvo ini. Zvakadaro Dzimu harisuduruke kusvika rachenurwa ndokuti rikwanise kubuda nekubata Basa raraiita. Ndozvandati kuchenurwa KWEDZIMU newe homwee zvakasiyana siyana.Saka musati maita zvekuda kugadzirisa zvedzimu ,itai tsvakurudzo kt Dzimu rakarohwa guva hr nkt ungapedze nguva kudzingirirana nemhepo.
Unganzi kuchenura mudzimu hazvina basa takuita zvechizvinozvino, kn vachitaura kudaro ziva kt iwe ukurimiswa munda asi haukohwiba. Ndipo unoona kt ungabikiswe doro kutengeswa machira , mudzimu haubude until mudzimu uyu wagadziriswa nenzira dzegwara rechivanhu rechokwadichokwadi ,ndikokuti mudzimu ubude zvisinganetsi nkt unenge wachena uye uinesimba zikomo kwambili chauta akudalitseni Dr milanzi πππ²πΌπ²πΌπππ