21st Century Life. Tsigiro,Usekelo

21st Century Life.  Tsigiro,Usekelo Tsigiro is a funeral policy which can help yu to repatriate and bury your loved ones

17/10/2024

Join today and get covered tomorrow,i case of accidental deaths, there's no waiting period

08/04/2024

Click here and accept my invitation on Temu app! 🎁

Tsigiro Usekhelo iripo pakukutsigirai kune avo vanoda vatsigiri munguva dzekuchemaTinoshanda ne Old Mutual Funeral Servi...
19/01/2024

Tsigiro Usekhelo iripo pakukutsigirai kune avo vanoda vatsigiri munguva dzekuchema
Tinoshanda ne Old Mutual Funeral Services in Zimbabwe
Kune avo vangada kuzoita relocate kudzokera Zimbabwe,munondoenderera mberi nekubhadhara funeral policy yenyu muri Pasi pe Old Mutual
Waiting period it's 3 months
In case of accidental death hapana waiting period
No joining fee,mahara
Kune vari interested watsup or call 0605609471

If you are a policy holder ne Tsigiro Usekhelo,ma cash payments tinobhadharira kuma shops AyoVanoda kujoina inbox
29/12/2023

If you are a policy holder ne Tsigiro Usekhelo,ma cash payments tinobhadharira kuma shops Ayo
Vanoda kujoina inbox

20/12/2023

Kufa mutemo waMwari usingadarikike, hazvinei kuti Uri ani uye une Mari here kana kwete
Ngatigadzirirei zuva rekupedzisira iri nekuva nevanotitsigira pakuvigwa
Tsigiro Usekhelo iripo pakukutsigirai
Joina funeral policy nhasi

13/12/2023

Umwe anoda kubvunza kuti saka funeral policy iyi ino cover kubva papi,
28 weeks pregnancy,yes kubva iri nhumbu ino cover
Saka waiting period yakamira SEI
3 months waiting period asi in case of accidental death hapana waiting period,ukange wangobhadhara chero mwedzi umwechete ukasangana ne tsaona you get covered
Kujoina mahara
Message me vanoda kujoina

Tsigiro Usekhelo iripo pakukutsigirai

Vamwe havasati vanzwisisa kuti Tsigiro Usekhelo iyi inofamba seiI funeral policy yaunojoina Uri Ku South AfricaInobatsir...
11/12/2023

Vamwe havasati vanzwisisa kuti Tsigiro Usekhelo iyi inofamba sei
I funeral policy yaunojoina Uri Ku South Africa
Inobatsira kuita ma repatriation kana uchinge wafirwa kana kufa
Woendeswa Ku Zimbabwe kwaunotambirwa ne Old Mutual Funeral services Innova iyo inoviga
Vabereki vedu tinokwanisa kuvabhadharira tiri Ku SA here(Yes)
Kubva pa R70 chete pa mubereki wega wega,zvichireva kuti ndiwo ma extended family members edu

11/12/2023

Zvakangonaka kurongera ramangwana rako,usazoyeuka bako wanaiwa

11/12/2023

Kune avo vasina ma funeral policy,kana muchinge mafirwa tibatei,kubva pa R19500 munobatsirwa kuendesa mutumbi kubva kwese kwamuri mu SA kuenda kwamunobva Ku Zimbabwe, hazvinei kuti munobva papi
Inbox 0605609471 ujoine mahara

10/12/2023

Ivawo ne funeral policy muupenyu uve ne peace of mind,kutangira pa R100
Anywhere you are in South Africa to anywhere in Zimbabwe
Join for free,
Kindly message for more information

22/11/2023
Tsigiro Usekhelo iripo pakukutsigirai
18/11/2023

Tsigiro Usekhelo iripo pakukutsigirai

Address

Randburg
2194

Telephone

+27605609471

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when 21st Century Life. Tsigiro,Usekelo posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Practice

Send a message to 21st Century Life. Tsigiro,Usekelo:

Share

Share on Facebook Share on Twitter Share on LinkedIn
Share on Pinterest Share on Reddit Share via Email
Share on WhatsApp Share on Instagram Share on Telegram