
28/09/2022
Zvakaoma hama dzangu it's also heart breaking π nezuro ndakaudzwa kuti time hama yakabaiwa nebanga muno munyika yeSouth Africa munhu rume mhaka yacho ndatadza kuinzwisisa chingava chiri chii hacho chaiva chaiitika hakuna akakodzera kuurawa or kufa nenzira yakadai akatambura kwenguva pachitoshaikwa kuziikanwa hama kuti dziripi asi dzakazowanikwa hadzo mwari ngavatichengete hama dzangu ndomunamato wangu mukuru Zimbabwe πΏπΌ life matter vakakwanisa kumhanyanyamhanya kuzokwqnisa kuziisa wehukama we thank you so much and send you some great big πππ hearts makakosha iyi ihama yemumba chaiyo zvinorwadza