
04/09/2025
Effects of Erectile Dysfunction
Kusagutsikana kweMukadzi
Murume kana achitambura ne erectile dysfunction, zvinoreva kuti haasi kukwanisa kuita bonde zvakanaka. Izvi zvinokonzera kusagutsikana kumukadzi, nokuti bonde rinobatsira mukadzi kunzwa kuti ari kudiwa uye ari kukosheswa.
Kana nguva ichifamba pasina kugutsikana, mukadzi anogona kutanga:
Kurasikirwa nechido chemurume.
Kunyara kuudza shamwari kana hama kuti pane dambudziko remumba.
Kunzwa sekuti murume haachamudi kana kuti ari kufuratira zvinodiwa zvake.
👉 Izvi zvinoparira kusawirirana mumba uye kunokanganisa rudo.