04/01/2026
🌾 *RUGARE KUVARIMI VOSE VARI MUMATIVI MANA ENYIKA!*🇿🇼
Nhasi ndauya nenyaya ingafadza umwe murimi, angave murimi mukuru kana mudiki.
Nhau dze *Nutriplant Organic Plus Fertilizer.*
Kana wakatarisira goho rakawanda mumwaka uno, usapfuurwe nenhau idzi.
Kana vamwe vokohwa zvinodadisa hatidi kuti ugomuka uchiti *“DAI NDAKA…”* nekuti vakuru vakati: *Dai haitungamirire.*
*Nei uchifanira kusarudza Fertilizer iyi?*
✅ 1. *Inosimbisa uye inowedzera nzinde*
- Nutriplant inoita midzi idzike pasi uye iwande
- Izvi zvinobatsira pakushomeka kwemvura.
- Vamwe vachichema kuti mvura haizi kunaya, zvirimwa zvako zvinoenge zvichiri kuwana hunyoro hwakakwana.
✅ 2. *Inowedzera nutrient uptake*
- Midzi yakasimba inobata ma-nutrients akawanda kubva muvhu,
uye kana pakaita mhepo yakasimba zvirimwa hazvidonhe nyore.
✅ 3. *Natural & Organic — goho rinogara kwenguva*
- Sezvo iri organic, matamatisi, muriwo, nezvimwe hazvikurumidze kushata.
- Shelf-life inowedzera.
✅ 4. *Balanced nutrition for explosive yields*
- Inopa zvese zvinodiwa nezvirimwa kuti zvikure zvakasimba,
zvichizoburitsa goho rinovhundutsa iwe nevavakidzani.
📌 *Zvishamiso zvinouya neFertilizer iyi handingapedzi pano.*
Ndibate panumber iri pazasi kana kupinda mugroup kuti ndipe rumwe ruzivo.
📲 *Fona nhasi – usazodemba mangwana.*📞 +263776041557
*Kana kupinda muWhatsApp group:*
https://chat.whatsapp.com/GzT93GPoxNrBqAgRzwH2mG
*✔ Sarudza nzira dzitsva dzekurima.*
*✔ Sarudza Nutriplant Organic Plus Fertilizer.*