31/07/2023
                                            ZCCM 💞TEACHING DESK
 Topic:   REPETITIVE ISSUES 
 Facilitator  : Apostle Vee Magombo
Judges  
6:3 Whenever the Israelites planted their crops, the Midianites, Amalekites and other eastern peoples invaded the country.
 
Shona
6:3 Isiraeri yaiti kana vakusha, vaMidhiani navaAmareki navana vamabvazuva vaikwira kuzorwa navo.
 
Luke  4:18  says.......'The Spirit of the Lord is on me, because he has anointed me to preach good news to the poor. He has sent me to proclaim freedom for the prisoners and recovery of sight for the blind, to release the oppressed,
 
The above means they are people oppressed Jesus came for.
Pane zvinoda kutsiurwa mumweya .
Hameno kwenyu kuti  zvakadii uye zvakamira sei, asi ddoda kumbobata nyaya isina kujairika kutaura nezvayo.
Vazhinji tinoti kana ta muna Kritsu zvinhu zvese zvazvitsva.
Hongu ichokwadi, asi hazvingova zvitsva pasina chaitwa uye nekuzvipinza muna Kristu macho.
As couples tirikuoneswa nhamo nezvinorema kutsanangura.
Kune wandaitaura naye achiti kwedu kune mweya inotanga kuvhiringidza hupenyu hwemhuri unotanga muna August zvichino dongorera December. 
Mweya wema accidents. Anoti nemurume wake they had to work hard against that spirit. 
Kwevamwe it's unexplained sicknesses that leads to deaths.
To another family divorce. To another mental illness. To another extreme poverty. 
To another rebellious children.  To another unbudgeted expenses , the list goes on.
Kwevamwe mese munotambura muma marriage. 
Vamwe kushaya mbereko chaiko. 
Vamwe munopera kusvodza ne kufirwa nevana zvisina tsanangudzo.
Vamwe vese vakapera kufa iwe ndiwe wega wasara.
It's not normal especially when we are in Christ. 
Yes, admirably kwevamwe chishamiso chandiri kutaura. Asi I believe I have witnesses.
As a couple, you plan but there is something that always disturbs that plan. You work so hard but nothing to show your efforts. You are all educated but jobless. 
Hama dzangu , as a couple 💑, I have come to encourage you  with Mark  
9:29 b ..... 'This kind can come out only by prayer.'
Shona
9:29b.....  Rudzi urwu harungatongobudi, asi nokutsanya nokunyengetera.
 
As a couple 💑, let's pray against these unpleasant repetitive  generational incidents that leave us miserable. 
 To be continued.....                                        
 
                                         
   
   
   
   
     
   
   
  