Matare ava Gushungo Mangwenya

Matare  ava Gushungo Mangwenya Matare naGogo Mangwenya.Nzira yechinyakare kupa hupenyu parikupera hupenyu ndiko kubata kwaTsivo

Experiencing prostate issues and seeking alternative solutions? Consider exploring the benefits of African herbs, rich i...
18/09/2024

Experiencing prostate issues and seeking alternative solutions? Consider exploring the benefits of African herbs, rich in antioxidants and sustainably sourced, for a holistic approach. Contact us at 0779387480 for expert guidance and special offers.

06/03/2024

Don't allow yoself to bewitched in this life .It's high time to take control of our lives and be active in the cause and stop the suffering from the effects of others taking charge.
KUTI HUPENYU HWAKO HUFAMBE NDIWE MUNHU NEKUTI IYE MWARI ANOBATSIRA ANOZVIBATSIRA .KANA UCHIDA SUNUNGURO FAMBA,TSIKIRA MATARE UBVUNZIRE RAMBA WAKASHINGA USARASE TARIRO. CHISHUWO CHANGU NDECHEKUTI MWANA WEMUTEMA ABUDIRIRE KUDARIKA ZVAKANGA ZVAKAITWA NEMADZITATEGURU AKE AKAWAKA IMBA YEMATOMBO CHISHAMISO CHEPASI PANO

KUDZAI MUCHINAMATA MUDZIMU YENYU SEZVAMAIITA MAKARE ZVESE ZVAMUNODA ZVICHAITIKA.MADZITATEGURU ENYU DZAIWA NYANZVI MAGODO...
03/03/2024

KUDZAI MUCHINAMATA MUDZIMU YENYU SEZVAMAIITA MAKARE ZVESE ZVAMUNODA ZVICHAITIKA.
MADZITATEGURU ENYU DZAIWA NYANZVI MAGODOBORI,MAGWETA ANEHUCHENJERI VAWAKI IMBA YEMATOMBO CHISHAMISO CHEPASI RINO WAKACHIWAKA .MWANA WEMUTEMA DZOKA KUNZIRA DZAKO DZEMADZITATEGURU AKO CHIREGA KURAMBA URIMUHUTAPWA HWENJERE UCHINAMATISWA MWARI WEWACHENA .BUDAI MUCHINGERENGERE MORONDA TSIMBA DZEMATATEGURU ENYU

Embrace the rich tapestry of culture, for it is a treasure trove of beauty and wisdom. From the vibrant colors of tradit...
03/03/2024

Embrace the rich tapestry of culture, for it is a treasure trove of beauty and wisdom. From the vibrant colors of traditional attire to the rhythmic beats of the drum, Our heritage is a celebration of diversity and resilience. Let us take this moment to appreciate and honor the traditions that have been passed down through generations, weaving a colorful tapestry of stories and art. In this era of change and progress, may we continue to uplift and celebrate the beauty of African culture as a source of inspiration and unity for all.

Embracing African cultural beliefs helps to preserve and protect the unique heritage of African peoples. By honoring and...
29/02/2024

Embracing African cultural beliefs helps to preserve and protect the unique heritage of African peoples. By honoring and respecting these traditions, we can ensure that future generations have the opportunity to learn about and appreciate their cultural roots.
Healing and Wellness: Our beliefs focus on holistic approaches to healing and wellness, incorporating aspects of physical, mental, and spiritual well-being. By embracing our ancestors' beliefs, individuals can tap into alternative methods of healing and self-care that complement modern practices.ANOTOFAMBA NZIRA YACHO NDIWE WEGA MBUNE, NDIPO PARAKANZI HAKUNA INOFURIRA IRERE.ZIWA NZIRA DZEMADZITATEGURU AKO WOBUDA MUCHIBUTIRO,KUDZUNGAIRA NEKUSARARAMA HUPENYU HWAKAZARA.
TICHIISAWO MAOKO KUNE WAYERA HUNGWE ANACHASURA NDIMI MURI PARINGIRO REDZIMBAHWE.NDIMI MUNOTARISIRA PWERE PANOTSIKWA IMI MUNOONA ZVIRI PASI PEMVURA HAKUNA CHAKAHWANZIKA KWAMURI TUNGAMIRIRAI VANA WAKURU WANGU

A healthy body encourages clearer spiritual connection .Increase your chances of health with Kumizi herbs and spices .If...
29/02/2024

A healthy body encourages clearer spiritual connection .Increase your chances of health with Kumizi herbs and spices .
If you feel off balance Kumuzi herbs have you covered with a variety of herbs and spices to balance your ph levels in your body and increases your metabolism rate encouraging the flow of blood keeping you energetic the whole day ITI ZVAPERA KUNZWA KUNETANETA PAUKUTI USHANDIRE MHURI YAKO .KUMUZI HERBS IRIPO KUTI UBATSIRIKANE URARAME HUPENYU HWAKO ZVAKAZARA

Sea moss, is a powerful ocean superfood with numerous benefits for the mind, body, and spirit. Rich in nutrients and min...
27/02/2024

Sea moss, is a powerful ocean superfood with numerous benefits for the mind, body, and spirit. Rich in nutrients and minerals, sea moss has been linked to various spiritual advantages through its connection to the mystical world of mermaids.

Mermaids, often associated with the depths of the sea and magical realms, are believed to possess unique spiritual wisdom and healing powers. Sea moss, being a product of the sea, is said to carry the energetic imprint of these enchanting beings, making it a popular choice for those seeking to enhance their spiritual connection and intuition.

Incorporating sea moss into your daily routine not only nourishes your body with essential vitamins and minerals but also helps in balancing your energy and promoting spiritual well-being. Whether you add it to your smoothies, teas, or skincare routine, sea moss can be a wonderful ally on your journey to embracing your inner mermaid energy.

Experience the mystical benefits of sea moss and unlock your spiritual potential today!

Immerse yourself in the mystical realm of Kumuzi herbs, where ancient wisdom meets modern well-being. Discover the encha...
27/02/2024

Immerse yourself in the mystical realm of Kumuzi herbs, where ancient wisdom meets modern well-being. Discover the enchanting powers of sea moss, a jewel of the ocean, meticulously crafted into an elixir of vitality by Kumuzi's herbal artisans. Let the harmonious blend of nature's goodness infuse your body and soul, as sea moss whispers its secrets of health and rejuvenation. Feel the transformative energy of Kumuzi herbs as they unlock the endless wellness potential within you. Embrace the magic of sea moss and Kumuzi herbs, and embark on a journey to radiant health and vitality.
PANEMVURA PANEHUPENYU IRI IDZINDE REPASI PEDZIVA RINORAPA NEKUSUNUNGURA .ZVAKARE KUDZINGA MHEPO MUKATI MEURA IDZINDE RAKAERESWA NEWEDZIVA NDIYO MIDZIMU YEDU YEMUMVURA.

13/12/2023

Panguva dzokutya,panguva dzekupererwa Dana kumudzimu yako
Ringawadambudziko rakakura zvakadini Dana kumudzimu yako utungamirirwe nhano dzemberi.Ndiwo wanoona paunotsika usati wapatsika.Wanodaira panguva dzese dzaunowadana nekuti waripedyo newe zvikuru kwazvo.Kuti zvinhu zviite unofanirwa kutora chinzvimbo chako panyika kuri kuziwa kwawakabva kuti remberi rikujekere

Kuvhurwa kukuitwa matare matiwi mana zvenyu vana wedzimbahwe mwana wemumutema ngazvizarurwewo matiwi mana vazukuru ngawa...
18/11/2023

Kuvhurwa kukuitwa matare matiwi mana zvenyu vana wedzimbahwe mwana wemumutema ngazvizarurwewo matiwi mana vazukuru ngawasununguru.Meso yawo ngaizarurirwe kuchayedza.Kana ndichitaura zvechayedza ndinoreweyi......?
VAKURU WAKATI KUZIWA MBUYA HUUDZWA.
Chekutanga iwa neziwo yekwaunobva uchirarama munguva ino yatiri ,kuti uwe neziwo remangwana.
TISARASE MBEREKO NEKUDA KWEKUFIRWA.
Kuyanana newadzimu wedu kuchaita kuti tiziwe zvataiwa zvirizvo zvinotibatsira kuziwa zvatinofanirwa kuwa .Vakati natsa kwawabva kwaunoenda husiku .Kuti kwaunoenda kuwe nechayedza dzidza kuteura zvawaiita makare woyanana nemidzumu yako.Iwo wepasi wachakubvisa muchibutiro chingadai chakaiswa newechikama kana wenharaunda yaugere CHEUKA KUMIDZIMU YAKO USUNUNGURWE

18/11/2023

Ndinotenda wepasi kutichengeta ngawarambe wakavhumbamira mwedzi zvowopenderwa. Ndinotaurira manake kuvana weDzimbahwe

Watambudzwa nemaronda asingapori?Maziso akuona chiutsi?Mudumbu musiri kupora?Washungurudzika nembereko?Raramo yakasunga?...
19/10/2023

Watambudzwa nemaronda asingapori?
Maziso akuona chiutsi?
Mudumbu musiri kupora?
Washungurudzika nembereko?
Raramo yakasunga?
Gogo Mangwenya wabatsira vanhu mazana nemazana wanematambudziko anenge rako.Usarase tariro zvese kana wambozama zvichiramba, ramba wakatsungirira nekuti zambuko rako rawapedyo.Vakuru wakiti sango rinopa waneta .Paye paunoti wapererwa ziwa kuti hausati,nekuti ririkuremera waripo wanorirerutsa.Batai gogo Mangwena wakuyambutsei Basa rawo kupa hupenyu parikupera hupenyu!

Kuyanana nemidzumu yedu:Ndicho chipo chedu chemweya.Pachivanhu chedu kudana midzumu yedu ndikwo kuri pamudzi wekuyambuka...
08/10/2023

Kuyanana nemidzumu yedu:Ndicho chipo chedu chemweya.
Pachivanhu chedu kudana midzumu yedu ndikwo kuri pamudzi wekuyambuka munyika yezvomweya.Vaka hukama hwakasimba newadzimu wako kubudikidza nekuwacheuka.Ibva panzira dzevanoshora kana wanotsvaga hurombwa.
Dana midzumu yako upihwe huchenjeri uchawa ndiwo uchakupasimba mukurarama kwako uziwe kwaunobva nekwaunoenda.
Kumbirira sezvawaiita makare .Ngatirangarirei wakuru wedu nemabasa akanaka awakaita kuti isu tizowepo nhasi, ndiko kuti unzwe izvi rawo richitaura newe nezvipo zvawo wanokutambanudzira
HUYAI TIBATIRANE PAMWE KURANGARIRA MADZITATEGURU EDU NENYIKA YEDU YEDZIMBAHWE YAKATINAKIRA

Hupenyu hwedu unotangira kumhepo .Zvese zvirimuhupenyu hwemunhu kubudikidza nezviri munyika yozvemweya.Kuyanana nemhepo ...
06/10/2023

Hupenyu hwedu unotangira kumhepo .Zvese zvirimuhupenyu hwemunhu kubudikidza nezviri munyika yozvemweya.Kuyanana nemhepo kwataiita makare kunotizarurira masuwo eziwo.Hurwere hunopedzwa, nhamo inopedzwa hakuchazowa nekutambura kune wanoziwa kunobva hupenyu.Ngatigadzirisei nzira dzedu tidzoke pachinyakare chemadzitateguru edu zvese zvatinoda nezvinoda nyika yedu zvigoitika.Ndinoti rega nhasi kurarama hupenyu hwausingadi,rarama hupenyu hwaunosarudza nzwisisisa kuti madzitateguru edu airarama sei njere dzawaiwa nhadzo waidzitora kupi,zvirimo matiri chawakudiwa kupepuka.

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Matare ava Gushungo Mangwenya posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Practice

Send a message to Matare ava Gushungo Mangwenya:

Share