
21/05/2025
Mukadzi akazadzwa HIV nemurume maiwee hondo yeFiristia chaiyo nekutozoramba murume wacho gegege pidigu dhii.HIV ukateedzera mishonga life goes on haina emergency yekuti inonzi yakakwira yadzika mhanyai kuHospital noo se BLOOD PRESSURE.BP yakonzerwa neMjolo ndeyechirungu kani yobva yazokonzera kuzvimba moyo yoita affect maKidneys.Munhu anofa nayo BP yakonzerwa neMjolo.Any complication yeBP leads you close to the grave(silent killer it is).Ndopaunonzwa abiyangu vachiita kunge kudada nayo kwanzi bp yangu yakakonzerwa nababa ivava.Ko madii kuvasiya nekuti munofa nayo bp iyo ichingokwidzwa everyday maburirwa nyowani kkkkkk
Ndirikuti nzwisisa your situation kana wazadzwa chirwere hapasi pese panoda kuti usiye marriage.PaBp ndopaungatoisiya nekuti the more you get stressed ichikwira the more you are taken ill and risk dying.Asi iwe mukadzi ukaita positive kashoma kuti murume akusiye.Pafungei 🤔🤔🤔