28/06/2025                                                                            
                                    
                                                                            
                                            *Our todays lesson...✍🏽*
*Why we all need ZINC* ⁉️
Zinc is a mineral yakakosha zvikuru pahutano hwedu, zvekuti kushaikwa kwayo mumuviri injodzi huru. Zinc inowanikwa in every tissue of the body uyezve inoshanda pakugadzirwa kwema cells mumuviri. Inochengetedza kukuvara kwema cell kubva kuma free radicals , inobatsira kudzivirira cancer pamwe nekugadzirwa nekushanda zvakanaka kwema hornones mumuviri.
Kushaikwa kwezinc yakakwana mumuviri kunokonzeresa infertility kuvarune zvese nekuvakadzi pamwewo nekushaisa hanya nebonde (low libido). Kushomeka kwezinc kuno accelereta the aging process - kukurumbidza kuchembera.
 *Inoshomeka sei* ⁉️
Zinc inofanirwa kuwanikwa mune zvikafu zvatinodya zvinenge zvarimwa muvhu rine Zinc. Unfortunately, munzvimbo zhinji ivhu racho ragara harinawo zinc yakakwana. Vamwewo ndiwo vasingatozive nezvekukosha kwayo kana kuti inowanikwa muzvikafu zvakaita sei.
 *Ku looza taste mukanwa nekunyanya kunzwa kuda chikafu chinotapirisa kana* *chakawanda salt mucherechedzo wezinc shoma mumuviri.* 
 *Unogona kuita manyoka (diarrhoea), kugara wakaneta, kusazvara,* *kurwara-rwara, hanganwa, kutadza kuita  focus, kuvana attention deficiency disorders* - *ADD, kuita chironda chinonetsa kupoora,* *nerve dysfunction, nekungwinya/kurira kwenzeve.* 
Zinc inoita kuti s*xual hornone yemurume ye testosterone inge yakàkwana. Prostate gland inoda 10X  more zinc than any other cells in the body kuti inge iine hutano ichishanda basa rayo zvakanaka. Kana ikashomeka, murume anova nelow testosterone levels, anova ne high risks  yekuita Prostate Cancer pamwe nekuita ngomwa (infertile), zvakare nekuva ne low libido.