25/11/2025
Today on Classic 263 at 4:15 pm we are dicussing membership, the role and importance of traditional medicine. Ngatibatanei pa nguva idzo tifambirane pamwe. Ndichange ndiripo womene Dziva Mavengeni kubva ku Traditional Healers Zimbabwe(THZ) boka rinoona nezve kupa varapi ve Traditional ma rezinesi. Riri pasi pe bazi re Traditional medical practitioners council of Zimbabwe.