
20/12/2024
SAFI... Acne blood purifier for acne-free and glowing skin... π₯π₯π₯
*Wat is Safi*???
SAFI it's a herb that contains 28 Essential herbal extracts including Sana, Chiraita etc etc combined to *clear out all toxins from blood and add natural glow to the skin..*
100% organic.. No side effects
Nechishona tiri Kuti... Uyu mubatanidzwa wemaHerbs unobvisa zvinhu zvose zvakaipa zvinowanikwa muropa remunhu zvinokonzera mapundu kumeso, v area, mumakumbo umu, any part of the body, kune vaye vane problem yemaBoils, manyukira chii chii
πΈSAFI IS A MUST HAVE IF YOU HAVE ACNE,DARK SPOTS, BOILS, ECZEMA ISSUES
MaProducts mazhinji atiinawo anozogadzirisa skin bundu ratobuda kare but this combination of herbs inotobvisa tsvina nehutachiona huru muropa Kuti mapundu asabude...
π Safi NDEYEKUMWA VAGEZI... 2 teaspoon in a glass of luke warm water usati wadya anything in the morning... Ini ndinotomwa around 3am tigare tangopedza nyaya dzacho kkkk
πΆPrevention is Better than cure... AEWA SAFI INOPEDZA BASA VAGEZIβΌοΈβΌοΈβΌοΈ
π»Zvinhu zvese zvinoda patience so paunotanga kuimwa... Take it continuously kusvika waakuona change and Tinokukurudzirai kutanga ne2 bottles Kuti ropa rinyatsosukwa ribviswe hutachiona hwese
πΆMutengo weSafi taderedza *10us*
PATIENCE N CONSISTENCY PAYS... βΌοΈβΌοΈβΌοΈβΌοΈβΌοΈ
Kana 2 bottles dzapera unenge waakungomwawo *ka3 paweek* to maintain ur Glow.
πΆThen kana wazonyatsojaira unenge waakumwawo Safi when necessary for Example ini ndoimwa towards my Me**es... Cz during that time because of hormones andinoita break out but SAFI became a saviour to many.... Mapundu haabude panguva yePeriod kana waimwawo 3 to 4 days bfo....
Pamwe pese apa kana system yajaira unenge uchingozora face cream yako nekugeza nesipo vanoshandisa matoner etc etc 0713568674