Kudzeya dzese nachiremba

Kudzeya dzese nachiremba Tinobatsira kumweya mutsvene

06/07/2022

Rufaro kwamuri vateveri veizwi vakabvuma kutevera tsoka dzaEmmanuero .Nhasi ndine kurudziro uye yambiro kumubati yemaoko .tashanda taneta asi chaungana ndochashaikwa .konzero kuri kushandiswa nerima richigona kuba kwatiri nokuti ndichinamata pagumi nembiri ndapiwa chiratidzo chezvikwama zvine maburi ndikanzi ndichenjenze mwana weAfrika .Kuzviunganidza ibasa remuteuro ranzi ndiudze madzibaba nemadzimai ada chakanaka mukureruswa nembiri yemuteuro. Ndibatei pa+27834551802 kana paApp +26378041 5491 tipendere matare ehufumi azadzikisike kuchiraramo chako zvisina kudeura ropa

02/06/2022

Maswera sei nemutsa vateveri veizwi.chatidzudza kupasi chine mhinduro nechenjedzo kuchiraramo chedu App +263780415491 wonyora dambudziko rako woudzwa zvokuita pachena .vanoda kufona fonai App inogona kunonoka kudairwa

24/05/2022

Makadini nemutsa vateveri veizwi.Tinotenda nokugamuchira kwenyu tsanangudzo nokuchengeta miko nemirau kumazuva enyu ekurarama .chakanaka kufamba pajekerere tichiziva kwatiri kubva nekwatiri kuyenda.
Mamwe matenda anopakata mhepo ,mungazoita semunhu ane chifo chisingapere asi pane mhepo dzabata ***
1.jeko
2.masari
3.Mbereko
4.kuyenda kumazuva kasingagume
5.kukonewa bonde
6.hurombe
Zvine hutakudzwa hwemhepo dzinofanira kutaramuswa dzichitaura naidzo wakadzituma nokuti dzimwe dzinopedzesera dzototaura kuti tikunde tinofanirwa kuita sei .
Ndibatei panumber dzinoti +263780415491kana pa+27834551802
Tipande nokupendera nhaurwa

13/05/2022

Makadini nemutsa maAfrika .Makorokotoi kune vave nezivo uye huchenjeri kuti nhamo yako inobva papi,kana dambudziko rako rinobva papi.Zvinorwadza kutakura mutoro usingazive akutakudza uye chivavarirwa chiri chei zviite sokudaro.Vazhinji mave kuziva kuenda masowe asi kune vasati vaziva vatorei naivo vasangane netsanangudzo dzechiraramo.Zvaizobatsira kuti ticheme nezvatinochema nazvo tichiziva chatiremedza.Taremedzwa nevakazvitsvaga asi ishe wedu ane nzira nesu.inzwai mashoko angu anhasi ndisati ndataurisa...wakaipa ane huchenjeri .Tinotenda kune vakaziva vaudzwa kuti mbuya ndiyani.Ziso ravheneka nhasi rerubvira nezuva hanzi pane chakavanzika chapinga chiraramo chako asi pane chaonekwa kuti muchisvinura uye mufambe kuhuchenjeri hwaEmmanuel.kushuviro yechivakwa chakanaka kuhupenyu Ndibatei +27834551802 kana pa+263780415491 tipendere matare .

23/04/2022

Makadini nemutsa vatendi. Tinotenda kuvateverei veizwi vakapangama naivo vanobata mwaka nemazuva zvekunamata.Rombo kuipa kune vakashora chinamato vakatevera madzinza .Nhaurwa kuziva chiraramo chedu kwete kurarama tiri murima .vamwe tave kudaidzwa nemazita sana murambiwa vamwe vana murambiwa .....haisi kuda kwenyu asi pane zvakavakika kuropa kwenyu.Tanzi varoyi ,mbavha ,pfambi,tanzi marombe nezvimwe zvandisina kudoma zvangu asi pane chakonzera kuti zita ridamwe rako .zarura hana yako uterere ugamuchire chipenyu chingazovai munana kuzita raunodamwa .Raramai chiraramo chenyu kwete chekupiwa nerima .vazhinji vari kuchema minyama kuchiraramo nhaurwa pane pakapetwa chiraramo. Misodzi iriko asi kwete yemazuva ose .
Terera unzwe ida ruzhinji asi usaruvimba nekuti hauzivi kwabva nezita raverenga chiraramo chako .zvitsvake uyambutswe uvhare mwena yapinda nevaipi kuupenyu hwako .Mazuva ano Data uye netwek zvinoti netsei pandiri asi vagona ndibatei pa+263780415491 kana paApp +27834551802. Tiwane chekupupura nekutenda kumazuva tichirarama .Usarera Dambudziko......tinotenda 👏🏿

04/04/2022

Makadini nemutsa .Ndibatei pa+263780415491 kana pa+27834551802

16/03/2022
08/03/2022

Ndibatei PaApp
+263780415491

27/02/2022

Makadiniwo nemutsa ndiregerereiwo mazuva ano batai +263780415491

Address

Cape Town

Telephone

+27834551802

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kudzeya dzese nachiremba posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Share on Facebook Share on Twitter Share on LinkedIn
Share on Pinterest Share on Reddit Share via Email
Share on WhatsApp Share on Instagram Share on Telegram