Home remedy

Home remedy This page is for home remedies only we teach how to use ,strictly for medical and health https://chat.whatsapp.com/HZXjS5CIOTA4c2O76sMJAJ
(5)

21/04/2026

Pamwana wangu mwari kasikayi kudayira munyengetero

*VARUME VASINGADE KUCHENGETA VANA VAVO* Unoenda pakakandirira huku ikachochonyera ipapo,then wotora tumadehena tuye mako...
17/04/2026

*VARUME VASINGADE KUCHENGETA VANA VAVO*

Unoenda pakakandirira huku ikachochonyera ipapo,then wotora tumadehena tuye makoko emazai abuda vana zvese netuhuswa ,tuminhenga turipo ndingangoti kutora zvose zvakasiiwa nehuku yapedza kutsotsonya ,wozvipisa ,dota racho wosanganisa ne Vaseline chero yaunayo ,then everyday especially manheru wageza wozora pakati emakumbo muzvidya uchitaura zita rake kuti iwe like ini ndaiti iwe MacDonald chengeta vana vako unoti vanochengetwa nani ,ndiwe baba vayo izvozvi kwauri ikoko huya nezvinhu zvekuti vana vararame ,,Saka everyday taura zvaunoda uchikwiza zvidya ne Vaseline iyoyo ,to tell you hama dzangu unomuona ati pfacha nemari ma groceries mbatya dzevana , pamunokwiza paye hanzi anenge achitsva ikoko mabhora achivava anonzwa kufunga vana anouya chete itai muone

Hie viga hakoMumba medu ndini chete mwanasikana vamwe vese gumi vakomana, Amai vaindichengetedza zvekuti hapana kana haz...
17/04/2026

Hie viga hako

Mumba medu ndini chete mwanasikana vamwe vese gumi vakomana, Amai vaindichengetedza zvekuti hapana kana hazvanzi yangu yaibvumirwa kundituka kana kundirova.Makore akapindana kuchikoro ndakaenda ndakakwanisawo kusvika padanho re form 4.Mari yekuti ndiende mberi ndiyo yandakazoshaiwa zvangu asi shungu dzaivepo.Sezvo mhuri yainge yakakura ndakaona zvakakodzera kundotsvagawo basa sezvo panguva yacho zvaikwanisika kuwana basa kana uchinge wakabuda zvakanaka pamagwaro eform 4.ndakaenda muguta re Harare ndokubva zvangu ndawana basa rakanakawo zvikafadza vabereki vangu.Makore akafamba upenyu huchiendeka kumusha vainge vasingachadyi chinovava.Pfungwa dzekuroorwa ndakange ndisina nekuti ndaida kumbobatsira hazvanzi dzangu nevabereki sezvo ndaive ndirini dangwe.Ndakasvika pakudeedzwa nezita rekuti tsikombi munharaunda mataigara.Izvi hazvina kundibata bata pamoyo pangu nekuti zvandaida ndini ndaiziva.Ndakazoti zvino ndaona kuti hazvanzi dzayarukA vamwe vaakuendawo kumabasa ndikati aiwa pandakaitawo pakwana chiregai nditange kurongawo zvekuvaka musha wangu.Ishuviro yemunhu wese kuti kana akura anoitawo mhuri yake.Mukomana ndakange ndiinaye wandaifambidzana naye.Pandaimubvunza kuti saka ticharoorana riini aingoti tichaona pamberi apo.makore maviri dhagu ndakamirira kunzwa kuti mudiwa wangu ngatichiroorana.Rimwe zuva musi we Svondo makuseni ndakangopindwa nepfungwa dzekuti dai ndambosvikawo panonamatira mapositori apo.ndakamuka ndokugadzirira ndokubva ndaendawo nevamwe.Ini kukura kwangu kwese ndainamata Roma.Vabereki vangu ndo church yavo saka mwana wese ndokwaingoenda.Ndakasvika pamasowe paye ndokubva church yatanga, Musi uyu kwaipisa zvekuti ndakambofunga kudzokera kumba uye magadziko akange aakurwadza nekugara sezvo ndainge ndisina kujaira kugara pasi panzvimbo imwechete kwenguva yakareba kudaro.Hana yangu yakati bhaaaaa bhaaaa bhaaa kurova kanokwana katatu.Ndichiri kuzvibvunza kuti sei hana yangu yarova kudaro ndakabva ndanzi nemuporofita madzimai imi simukai, .ndakapfugamiswa pagwanza tsananguro dzichidzika.Ndakapondwa kuzhakwa netsananguro zvekuti misodzi yakayerera.Chakandikatyamadza kuudzwa kuti Amai vangu nyakubereka pane mhepo yavakaisa pandiri yekuti ndisaroorwa ndingoita h**e rinofamba nenyika richiunza tsvigiri mumba.Idzi nyaya taingodzinzwa kune vamwe ini pachangu handaibvuma kuti mubereki wako anogona kukushinhira zvakadaro iye akakwanisa kukutakura kwe mwedzi mipfumbamwe, anenge akatadza nei kukuuraya kana ari muroyi😒😒 please share πŸ™πŸ™

Maswera seyi cousins ndanzi namastand ndidzokere Zim mwana akunyanya kutamba netsvina murume wangu kwakuto bvumirana naz...
16/04/2026

Maswera seyi cousins ndanzi namastand ndidzokere Zim mwana akunyanya kutamba netsvina murume wangu kwakuto bvumirana nazvo zviriko here atonzi next month uno skipper rent mukadzi awane kuenda😭😭😭

Zvino taka looter zimra ichivava tozviendesa seyiko😭😭😭
16/04/2026

Zvino taka looter zimra ichivava tozviendesa seyiko😭😭😭

10/04/2026

Koo kungoti ndakuda kurara nhayi πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

nhayi ladies tikudya here ma sweet Ayo
04/04/2026

nhayi ladies tikudya here ma sweet Ayo

02/04/2026

ukaona wave kushandisa light pabasa zvashata 😭

Capetown yamurikuti zviri kufaya imborip yacho tiuyewo gyz tafa ngenhamo kuno
01/04/2026

Capetown yamurikuti zviri kufaya imborip yacho tiuyewo gyz tafa ngenhamo kuno

24/03/2026

πŸ˜‚πŸ˜‚ πŸ˜‚

Address

33 Lunga Street
Elandsfontein
27786

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Home remedy posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share