bees family skits

bees family skits we are videos creators,

I am  looking for someone  who do tattoos  like this  please  , comment  with  the price please  ゚
15/01/2025

I am looking for someone who do tattoos like this please , comment with the price please

I'm a house maid,  ndinonzi ndidire mukaka zuva nezuva manheru Hazvingavi zvichazondipa dambudziko mangwana hereNdibatsi...
26/11/2024

I'm a house maid, ndinonzi ndidire mukaka zuva nezuva manheru
Hazvingavi zvichazondipa dambudziko mangwana here
Ndibatsireiwo nemazano ndodii
Zvemari ndinopiwa yakati wandei
Asi chinondichisa ndicho ichochi ,
Uye now days ndavakuti ndakarara ndorota ndichirara nemurume pandinomuka ndinoona kuti ndainge ndirere nemurume , zvavakuita kuti ndifunge kusiya basa

Ndodii veduwee Ndibatsireiwo

26/11/2024

Mamukasei hama vadikani
Ndinodawo kureurura nyaya yangu yakamira kudai

Ini ndiri musikana webasa wemumwe muzimba , murume nemukadzi
Mai vepo havadi kundiona ndichidya ndigere pasofa ravo
Vanonditi ndinozodya zvasiiwa nevanhu
Ndinonzi ndinozora ndapedza basa rose kusuka nekukorobha mudzimba dzisikarari vanhu
So vanondisiira mwana uyo zvinodzoka zvavakuita kuti ndimurovewo, kumusweresa nedhodho mubhurukwa , uye
Kubikira vanhu chikafu chine tsvina yangu
Ndinoda kuzvisiya asi mabatirwe andinozoitwa ndiwo anoita kuti ndidero

Ndingaita sei kuti ndizvisiye veduwee

Ndafunga kuekitira murume wavo nokuti ndakanaka , ndidanane naye arambe mukadzi wavo , ini ndiite mai vepo
Mukadzi wacho ambonzwawo kurwadza kwazvo iye anoswera achimberereka nemota asipo pamba, anenge anezvikomba

Ndibatsireiwo kuti ndoitawo sei

23/11/2024

Local helpers

03/11/2024

Maswera sei
Ndakamirira ku comment section

22/10/2024

Current situation

22/10/2024

🤣🤣

05/10/2024

Address

R101
Pretoria Central
0400

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when bees family skits posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Share on Facebook Share on Twitter Share on LinkedIn
Share on Pinterest Share on Reddit Share via Email
Share on WhatsApp Share on Instagram Share on Telegram

Category