Aunt Dee

Aunt Dee wife
mom
content creator
domestic worker
(7)

02/06/2026

Girlfriend ngaive yakanakawo kupfuura mudzimai wako kwete kumushora zvekutora chituta chii chakadaro ichocho

With Shoorai Mutenda – I'm on a streak! I've made it onto their weekly engagement list 8 weeks in a row. 🎉
02/06/2026

With Shoorai Mutenda – I'm on a streak! I've made it onto their weekly engagement list 8 weeks in a row. 🎉

01/06/2026

Chiziviso vanoda kupinda muwanano murume Kana uchangopinda muwano rova mukadzi wako mbama iri strong 1 chete pane zvazvinoreva

31/05/2026

Vapfana vekumusha kungojumhana ne WiFi yemahara makuto poster ma pictures ese Ari mu gallery nemamwe asingaite🤣

Mazuvano marriage certificate rinoda Ku sainwa ne penzura ka kuitira zvikadhakwa mu rubber
31/05/2026

Mazuvano marriage certificate rinoda Ku sainwa ne penzura ka kuitira zvikadhakwa mu rubber

31/05/2026

Murume Murombo nemurume rombe. #

31/05/2026

Chii chirinani kuva single Ane Vana 4 than kugara mu marriage yausingadiwe?

30/05/2026

Vanhu rume Havana nguva ye window shopping. #

30/05/2026

Ukaona wasvika pa till wonzi plastic woti no k*k woburitsa rako Ziva Kuti kuchembera kwave pedyo Hama yangu 🤣🤣🤣

Hi Aunt Dee ndirimurume akasimudzwa nemudzimai wake ndakaendeswa Ku UK .ndasvika ikoko Basa zvese akandiitira asi ndikun...
29/05/2026

Hi Aunt Dee ndirimurume akasimudzwa nemudzimai wake ndakaendeswa Ku UK .ndasvika ikoko Basa zvese akandiitira asi ndikunyara pamwe nekuzvishora ndaka cheater mudzimai wangu akazvibata .akanyarara hake haana kubvunza.saka ndibatsireiwo ndokumbira ruregerero here,ndodzoka kumusha here ko ndikadzoka ndoraramasei ndisina pekutangira chiri kundinetsa handisi kuziva Kuti arikufungei. Asi mudzimai wangu ndomuda help please.

Aunt Dee

Address

Seshego

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Aunt Dee posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share