Zim Traditional Healer Sekuru Ndunge

Zim Traditional Healer Sekuru Ndunge Matare anoitwa pano vazukuru ,We the best

Makasimba here vazukuru chekutanga ndinoda kutenda Vadzimu venyika ino yeSouth Africa vakatitendera kuitira Bira munyika...
09/09/2022

Makasimba here vazukuru chekutanga ndinoda kutenda Vadzimu venyika ino yeSouth Africa vakatitendera kuitira Bira munyika mavo vakabatana neMidzimu yenyika yeZimbabwe vazukuru mugonditenderawo sekuru Amos Kafera vakakwanisa kusiya matare avo kuuya kuno kuCapetown kwandiri vanzwa chichemo chedu vazukuru maererano nekugara kwatinoita muno muSouthAfrica ndigotendawo vose vakakwanisa kuuyawo pabira vakabva mhiri kwemakungwa ndinoti muchengetedzwe kuchema kwenyu kwakanzwika chitarirai muone kunevaye vanoverenga zvandaitaura mumashure mwedzi wapera kuti vazukuru huyai kubira bira rekutambanudzirwa chiraramo chedu muno muSouthAfrica zvazoitika manje takaita bira iri tichikumbira zvakasiyana siyana zvinosanganisira kuchengetedzwa kweMaBasa,Marriages ,Spiritual attacks uye kusadzingwa muno vazukuru muSA hatina kwatinoenda ndinongoti kuneavo vasina kukwanisa kuuya next time tikashambadza bira vazukuru huyai musatye ini handirombese vanhu changu kuyambutsa vanhu chete nekukubatsiraiwo matambudziko akasiyana siyana vanozoda kubvunza zvizere munondibata paApp +27618718848

Passion Java wakuenderera iwee mzukuru chakafukidza dzimba matenga.pasi panevanhu kudenga kunaMwari ndiye anotonga takat...
11/07/2022

Passion Java wakuenderera iwee mzukuru chakafukidza dzimba matenga.pasi panevanhu kudenga kunaMwari ndiye anotonga takatombozvitaura kutanga kwegore rino patakaita Bira naSekuru Amos kafera tikakudedza ukaramba kuuuya manje wazofamba nebhazi risingasvike reZanupf iwe ndiwe uchazonovataurira kuti zvaipa mazuva ako akukuperera wabata moto Mwedzi wapera Prophet DON-SHADRECK MUZENDA akazvitaura zvekare ukati Mwari neVadzimu vanopenga nyararai zvenyu vazukuru May the soul of the innocent Mother and the unborn baby rest in internal peace hama dzemufi sungunuka henyu kusvika kuno handidi kana mari ndikubatsirai pachena kana kusungunka kundibata paApp number dzangu hadzichinje +27618718848

Passion Java wakuenderera iwee mzukuru chakafukidza dzimba matenga.pasi panevanhu kudenga kunaMwari ndiye anotonga takat...
11/07/2022

Passion Java wakuenderera iwee mzukuru chakafukidza dzimba matenga.pasi panevanhu kudenga kunaMwari ndiye anotonga takatombozvitaura kutanga kwegore rino patakaita Bira naSekuru Amos kafera tikakudedza ukaramba kuuuya manje wazofamba nebhazi risingasvike reZanupf iwe ndiwe uchazonovataurira kuti zvaipa mazuva ako akukuperera wabata moto Mwedzi wapera Prophet DON-SHADRECK MUZENDA akazvitaura zvekare ukati Mwari neVadzimu vanopenga nyararai zvenyu vazukuru May the soul of the innocent Mother and the unborn baby rest in internal peace hama dzemufi sungunuka henyu kusvika kuno handidi kana mari ndikubatsirai pachena kana kusungunuka kundibata paApp number dzavaSekuru hadzichinje +27618718848

*Vazukuru ndakunzwai kuchema kwenyu Ini ndazvipira kuenda kuZimbabwe ndimbonogadzira paguva raMoreblessing Ali akarohwa ...
17/06/2022

*Vazukuru ndakunzwai kuchema kwenyu Ini ndazvipira kuenda kuZimbabwe ndimbonogadzira paguva raMoreblessing Ali akarohwa akafa nebwa Idzi ndirikuda vese vakaisa ruoko pamwana uyu vafe pasina mazuva ndataura nehama yake 1 yati parizvino hatisi kuda kuripwa tongoda vafewo ndisingazive vazuru toitasei kana kuti tongoita zvatakaita paye paElvis Nyathi vanechekutaura ndibatei paApp +27618718848*

Bhora mberi vazukuru hatisikumira kugadzira dzimba dzisina kumira mushe angava murume or mukadzi anetsa nechihure ndiris...
23/02/2022

Bhora mberi vazukuru hatisikumira kugadzira dzimba dzisina kumira mushe angava murume or mukadzi anetsa nechihure ndirishasha yazvo kochiti vanoda kuromba huyai ndinenzira dzakasiyana siyana ,kubata mbavha kana kuramba mhosva.
Huyai tibatsirane vazukuru
1)Kubata mbavha
2)Kuti udiwe
3)Runyoka/Rukawo
4)Muramba mhosva kupolice
5)Kuuchikwa
6)Kuromba mari chimbi chimbi
7)Ruvhuno
Ndibatei

All things are possible with Sekuru Ndunge
01/11/2021

All things are possible with Sekuru Ndunge

Garudzo.Vanhu vanonetsa vanoda kutumirwa garudzo kuti vaite vanhu kwavo.Munhu anouya kwauri achimhanya achitinhwa nemvuu...
02/10/2021

Garudzo.

Vanhu vanonetsa vanoda kutumirwa garudzo kuti vaite vanhu kwavo.Munhu anouya kwauri achimhanya achitinhwa nemvuu yaari kuona iye chete.

Sekuru Ndunge Svikiro vanotuma mvuu,makarwe makudo,shumba kana nyuchi kana nyoka kundobvunza chikwereti chako changa charova,
kutevera zvinhu zvako zvakabiwa ,
kutevera mari yako yawakavharwa,
kutevera murume wako akatorwa naMarwei,
kundovhundutsira Marwei akatora murume wako,
kundorwisa murume akakutorera mukadzi wako,
kundobvunza mari yako kumurungu,
kundorwisa vanhu vakakutadzira,
kudzorera hurombwa nehushereketwa kumuridzi wazvo.

Kana pane n'anga yakatora mari yako ikasakubatsira huya kuno timupe garudzo adzore mari yako.
Garudzo ndochiororo kumwana wemutema nekuti ukasamuitira mashura anodherera.
Ini ndoita zvemapipi saka handidi vane hana nhete kuno.

Garudzo ndiro rinotoshanda kuvanhu ava nekuti moyo yavo yatotindivara havachatye kutora zvevamwe kuzviita zvavo zvino tinomutumira nyuchi dzinomuruma dzichimuudza zvekuita,dzinoramba dzichimuruma kusvika auya kwauri mawirirana.

Kana pane akakurwadzisa waunoda timuitire garudzo taura neni kuApp +27618718848.

Matambudziko andinobatsira pasina kukundikana ndeanotevera.
Kudzora mari yako yanga yarova.
Kuronda mari yawakashandira ukanyimwa chero pava nemakore akawanda.
Kutsakatisa nyaya iri kumatare edzimhosva.
Kutsakatisa mapepa anokurovera pamhosva.
Kukuwanisa basa rawunoda.
Kuita usumudzirwe uyende pachigaro chaunoda.
Kukuwanisa mapepa ekugara nekushanda kunyika dzevatorwa.
Kukugadzira kuti ubudirire pazvidzidzo zvako kana pamitambo kana zvekubheja.
Kubika vanasikana kuti vadiwe nekupihwa mari neshoroma.
Kuti uyite raki pese pauri.
Kuita kuti uyitewo mupfumi ubate zvinobatika.
Kuti mari yako itenge zvinobatika isapupurutswe nemhepo.
Kugadzirisa nyaya dzawafambira nguva yakareba zvichiramba.
Kudzorera mweya wechikwambo nehuroi kwazvakabva.
Kudzora murume wako kana mukadzi wako akakuramba.
Kuti mudiwa wako akuroore.
Mari yawakavharwa idzoke nguva iyoyo uchirimo mumatare angu.
Kuti zvinhu zvako zvakabiwa zvidzoke nguva iyoyo uchirimo mumatare angu
Kukaurisa uyo akakurwadzisa.
Kuvhura mhanza kuti uyite rombo rakanaka.
Kubvisa minyama,mabvuri nejambwa zvinokonzera kusemwa nekupihwa mhosva.
Zvemudzimba zvese.
Kuuchika .
Kusimbisa dzimba.
Vanoita zvekuchera zvicherwa zvepasi ndinobatsira kuti muchere pane mari.
Vanoda kuzvionera vega pagirazi ndinoita futi.
Vanoda kuti mapepa avo ekuenda kunze kwenyika abude.
Ndinoita kuti usadzingwe kunyika dzevayorwa kunyangwe usina mapepa akakwana.
Mushonga wekuti usasungwe nemapurisa ndinawo.

Ndinorapa zvakare zvirwere zvizhinji zvinonetsa vanhu.
Ndinogadzirisa matare ese echivanhu chedu akaita semudzimu,mashavi nemanjuzu.
Vanoda kuitirwa mabira ndinoita zvakare.
Ndinodzidzisa nekusimbisa n'anga nemaporofita.
Ndinopumha ngozi nemamhepo.
Ndinobatsira vanhu vakagarwa nemweya yrtsvina vari kurasa njere neavo vane pfari nezvimwe zvinoratidza kuti pane mhepo yakaipa.

Pabatei apa.
Kuno hatipi mushonga unouraisa vanhu.
Hatiiti zvemishonga inoda ropa remunhu kana mabody parts emunhu.

Asi kudzorera munhu zvinhu zvake tinoita pasina tsitsi.

SEKURU NDUNGE SVIKIRO reGURUVE moziva kuti foni number dzaSekuru handzichinje +27618718848

*Ndinosota munhu kana akurwadzisa*App  SEKURU  (SVIKIRO) +27618718848Ava vanhu vanokodzera kumbokauriswa.Murume anomitis...
03/09/2021

*Ndinosota munhu kana akurwadzisa*

App SEKURU (SVIKIRO) +27618718848

Ava vanhu vanokodzera kumbokauriswa.

Murume anomitisa mwana wevanhu otiza.
Mbavha inoda kudya paisina kushanda.
Murume anokwira mukadzi wemunhu.
Mukadzi anodanana kana kutora murume wemunhu.
Munhu anoroya vamwe mudzinza.
Munhu anosimudzira vamwe mamhepo.
Munhu akaromba zvikwambo.
Munhu anoramba kubhadhara chikwereti.
Munhu anovhara vamwe achitemba basa kana zvematongerwo enyika.

Kana zvenyama zvaramba huya timupfekedze size inomushinya adzidze kugara nevamwe muhupenyu kana kuzviendesa kumakuva chaiko.

Nhunzvatunzva ngadzirangwe dzipinde mugwara.
Zvinorwadza kani kushandiswa nemwana wemumwe munhu asi iwe vako vachitambura.

Kutsiva kunotodiwa.
Unodyirwa vana vako kusvika rinhi nemunhu waunoziva.

Kana akashandisa mushonga kukushereketera toshandisawo mushonga kumudzorera.

Hazvigadziriswi nemunamato izvi chero ukatsanya sei haubvise chikwambo.
Hazvibve nemiteuro izvi chero ukagara kumasowe muroi anokutsikirira uri pacharara ipapo.
Hazvipedzwe nebute izvi hakuna bute rinotsipika ngozi.

Ramba kunyeperwa uchitambisirwa nguva.
Mushonga ndiwo unopedza bhora.

Huya kuna Sekuru Ndunge Svikiro reGuruve nditumire zvikomana zvangu kugadzirisa nyaya dzako.
Zvikomana zvangu zvinoenda kune munhu ari kuramba nemari yako zvondomukinditsa kusvika awunza mari yako.

+27618718848

18/08/2021

*Unobetsera Vanhu asi mangwana vanokupandukira*+27618718848
vanoku tsindika kuzokuita munhu asina basa ...mufamily menyu wakava betsera vose asi nhasi vakukukava sebhora inzwa muzukuru ......
by Sekuru (SVIKIRO)
Muzukuru ..Ndiwe mupi wezvese ..ndiwe unovaratidza nzira .asi havakuone semunhu ...ndiwe unovapimira hupfu kana vofa nenzara .unovapa munyu ...unova tsvakira mabasa asi vozokuita benzi .. Wakavapinza muno mu SA nhasi havachade kukuona ..ndiwe wakava bvisa kumusha ukavaisa mutown muHarare nhasi Vakukudadira ..Wakamuitira zvose kumuita munhu pavanhu wakamuwana ari chibhonda nhasi akukuhurira ...Wakamuwana asina basa nhasi akukusema ...Ngei sei sei vasiri kuona zviri pamutumbi wako ..sei vakuda kukuuraya inzwa muzukuru vachapepuka ..ivo vawira mugomba ravakaku cherera kuti uwire ...Munhu inyoka muzukuru ..anototi akukobore nemashoko ake anorwadza .anowodza.asi usazvidya moyo.. poison yemashoko avo ..ichainda kuvana vavo ...vashori vashoropodzi vane mweya mupikisi .mweya muparadzi usingade chakanaka ..vana maramba kuudzwa ..Ndivo vachawira pasi ..vachazo siririsa uchafamba nepamusoro pavo ..vachava carpet yako .Wehumambo ndewe humambo hazvichinje....

Munhu anopanduka hama dzako dzese..ndiwe waivapa mari ..ndiwe waiva tengera hembe ..ndiwe waiva mupi wezvese ..nhasi vakukuita muipi... wazvose ..Mashoko evanhu anobaya seminzwa mugumbo ..ukapusa unogara pasi warwadziwa nekubaiwa ...asi usatye muzukuru baiwa uchiinda ukagara pasi vanobva vafara kuti zvavo zvaita ..Huroyi rwuvengo rwevanhu ..ngazvisaku donhedza ..Unayo tsvimbo muzukuru yekurova mhandu nyongonya ishandise ..tsvimbo mbiri dzandinoziva Inhekwe ne munamato ......ndati ndinyore izvi mugare Rino 2021 Zita ndoitwa *SEKURU (SVIKIRO* nedzidziso idzi dzimwe nguva ndino shorwa ndino tukwa asi ndinonyarara ..kunyarara kwangu hakusi kupusa asi zita rangu ropedza zvose ndonzi *SEKURU (SVIKIRO*
Zvinorwadza kubikira munhu chikafu ..kana wamubikira aguta nyemba mutakura obva atanga kukutuka .ndomwana

08/07/2021

Ndinoti Sungunuka vazukuru+27618718848 App or call

Mushonga yechivanhu chedu
19/06/2021

Mushonga yechivanhu chedu

Address

Breede Valley
Worcester
6861

Telephone

+27618718848

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zim Traditional Healer Sekuru Ndunge posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share