09/11/2025
Unenge utoriwo marriage material chaiyo ,uri bhiza babe manyama chairo ,madudes akakuona achitokurwerera rute , but zvaunoposter pastatus🙌 marara ega ega , zvimwe zvamunoposter ndizvo zvinoita kuti uzongomuka munhu akakughoster ,woshaya kuti chii ? Pamwe pacho hapana kana munyama darling, kozoitawo mamwe madarlings ekuti akangoshama muromo kutanga kutaura kunaka kwese kwawakaita hakuchaoneki ....kune mumwe mukadzi wekuti unotozvibvunza kuti ko murume uyu akachiveiko apa ,then ukanzwa achitaura she has an attractive mind ... having an attractive body alone isn't enough