Mukoti AnitaCharaz

Mukoti AnitaCharaz Health and wellness . Health Educator. Health advisor. Qualified Nurse ๐Ÿ“pano tinodzidza zvirwere neshona ino nzwisisika.
(1)

..........โœ๏ธ
25/04/2026

..........โœ๏ธ

10/04/2026

Vavarira kushandisa chimbuzi usati wageza, angava mangwanani kana manheru. Ndok*t ugare waka shambidzika.

31/03/2026

UTI: Urinary Tract Infection
Ukaona wakurwadziwa kuita wet
Waakuita weti padiki padiki
Kuita weti inopisa kurwadziwa muzasi meguvhu unogona waita urinary tract infection..

Zvaungaita kudzivirira Urinary tract infection.usachengeta weti.ita weti paunopedza kuita bonde.usangogarira ma chamber ese ese. stop douching..kugeza muchipinza zvigunwe.baba ngavatange vageza maoko vasati vakubata kuzasi uku
Utsanana hunongodiwa

30/03/2026

Bonus ๐Ÿ˜œ๐Ÿ˜œ
Musarega vanababa zvigunwe or kubata kusikarudzi vasina kugeza maoko.. Imbopafunga kubva kubasa ,, he was driving, vachishandisa matemo his hands were sweating during the day munhu ouya opinza zvigunwe. Mmmm you'll think waunzirwa sick iyo iri tsvina.

30/03/2026

Depo -provera.
Rinoitisa appetite wobva wasimbisa, rinogona kuita k*t mimba inonoke kubata waakuda mwana. Waka sanganawo nezvipi?

29/03/2026

Ndiwe hako usingatombo zive k*t mubereki wako anomwa ma piritsi echii? Kana anonzi chii?
Apa Waswera kuchurch ๐Ÿค”.. Yes I'm judging.

28/03/2026

Always remember to self care. After you take care of other pple, your partner, your kids. Take time for yourself as well. It's good for your mental health.

26/03/2026

Loop is the best option.
Harisi hormonal , main side effect yaro i heavy bleeding or mazuva anowedzera e period... ne cramp. Vanorishandisa tell us your experience .

Zvanhasi ndazama.
26/03/2026

Zvanhasi ndazama.

Ndiwe hako uchiri kumwa kluchi jambira  brown pills.Hanz ukamamwa anoita sei?
25/03/2026

Ndiwe hako uchiri kumwa kluchi jambira brown pills.
Hanz ukamamwa anoita sei?

Address

Gweru

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mukoti AnitaCharaz posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Practice

Send a message to Mukoti AnitaCharaz:

Share