Sekuru Kanengo TV

Sekuru Kanengo TV call or watsapp 0772 965 955
(2)

23/04/2026

Mamukasei Vazukuru vangu kwese kwamurii ndinotii Aiwa muve holiday yakanaka tichipemberera kuwana kwatakaita rusununguko...
18/04/2026

Mamukasei Vazukuru vangu kwese kwamurii ndinotii Aiwa muve holiday yakanaka tichipemberera kuwana kwatakaita rusunungukoo rwedu ruzere drive safe mumigwagwa umuu tisangane after holiday nyama ne mweya zviripamwe toyenderera nehupenyuu ndatenda hanguuu

16/04/2026

Vana varikutambura nema drugs zvinonakidza asiri mwana wako asii ikazoita hama yakoo pain yachoka unoinzwisisa ngatibatsiranei vabereki kutii say no to drugs vana varikuparara tichiona

16/04/2026

Huyai muone zvapengesa vakomana varimudare

16/04/2026

Vakomana vemutoriro vasangana kudare kwa Sekuru Kanengo

15/04/2026

Vanorwara nepfungwa nevemutoriro varikubatsirika kudare kwa Sekuru Kanengo sekuru vakasununguka kutaura vachiseka nevazukuru vavo pamwe nekuvabatsira zvakare

Tisangane nhasii na 12 YouTube ne Facebook pano pandichange ndichisangana nevanorwara tichikurukura nekuseka nevazukuru ...
15/04/2026

Tisangane nhasii na 12 YouTube ne Facebook pano pandichange ndichisangana nevanorwara tichikurukura nekuseka nevazukuru vanguu

10/04/2026

Mwana akaona Mwana achinwa Ropa repama pads kubva ipapo akutadza kutaura sekuru kanengo vobatsira

Zororaii murugare
06/04/2026

Zororaii murugare

Ivai ne zororo yakanaka
04/04/2026

Ivai ne zororo yakanaka

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sekuru Kanengo TV posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Practice

Send a message to Sekuru Kanengo TV:

Share

Category