Natural herbs solutions glenview

Natural herbs solutions glenview Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Natural herbs solutions glenview, Medical and health, Glenview 3 Tichagarika, Harare.

01/06/2025

*SILVERMUT HERBAL SOLUTIONS*

*NDAUYA NEMUSHONGA WECHIBHOYI UNOPARADZA DAMBUDZIKO RE SUGAR,ULCER, ACIDS NEZVIMWE ZVIRWERE ZVAKASIYANA SIYANA MUSHONGA WANDOSHANDISA KURAPISA ZVIRWERE IZVI NDEWE CHIBHOYI* HAZVINEYI NENGUVA YAKADI NEDAMBUDZIKO KANA NEMATAMBUDZIKO ANOPARARA MUSHURE MEKUSHANDISA MISHONGA YANDINENGE NDAKUPAI BEDZI

*KWESE KWAMUNGAVE MURI MUSHONGA UNOTUMIRWA NEMABHAZI CHENYU KUTEEDZA MASHANDISIRO AMUNENGE MAITWA PASINA NGUVA MUNOTENDERWA KUENDA KUZVIPATARA ZVENYU MONOONGORWA ZVEKARE , NDINOKUWIMBISAI KUTI HAMUNGARAMBE MAKADARO NEDAMBUDZIKO*

GLENVIEW 3 TICHAGARIKA SHOPS

CALL OR APP
0719174940 ✅
0773280136

31/01/2025

*CLEAN YOUR SYSTEM*

*Natural herbs solutions*

0773280136

*Detoxification is a must for every man*

🥺Hatina varume vanoenda kumaperiods saka murume wese system yake ahakwanise kurasa dzimwe tsvina dzepa bonde kana dzemumuviri every month sezvinoita vakadzi.

🥸So when comparing a woman and a man you find out kuti murume can easily get affected nezvirwere nekuti system yake ino accumulater tsvina dzichiramba dziri mumuviri make

😫Pakupedzisira power house ya baba inozoneta nekuti tsinga dzinofambisa ropa dzinenge dzazara netsvina. I'm urging every man to do detoxfication

Tsvina idzi dzinobvepi

🌬️Kumhepo yatinofema yakazara hutsi from industries, motor vehicle fumes, kuhutsi hwe fodya passive or active
🥯🧇🧀Chikafu chataakudya in the 21st century is highly polluted..genetically modified foods.foods that have too much fats, salt, spices,soft drinks
🍟🍔🌭Chikafu chine too much sugar, cholesterol, fats
🥛🥛Mvura yatinonwa especially council water not safe actually after flushing it few weeks down the line it will be back on our taps
🥑🍆🍅🥝🍑Mafruits and vegetables anoiswa fertilizers and kusprayiwa we eat these chemical residues
🌪️🌪️Highly polluted working environments, painters paint is not safe to enhale, carpenters enhaling dust from the wood, builders enhaling cement, working in to***co auction floors.. Any many other highly polluted environments

And many more
No one is safe that's why detoxification or kusuka muviri its important for everyone.

*Tsvina musystem inokonzeresa*
🥴Weak erections
🥵Headaches due to poor blood circulation
😴Low sexual appetite
🫨Back pain
😵‍💫Side pains
🤢Stomach upsets
😶High accumulation of cholesterol inozokonzeresa kuti zidumbu or tummy 🫃🏿🫄🤰🏻

*Benefits of using natural herbs*

🛑Rejuvenate cells
🛑Improves blood circulation
🛑Improves the immune system
🛑Improves the general well being
🛑Improves sexual appetite
🛑Heals premature ej*******on
🛑Treats bad breath
🛑Improves the digestive function

BOTH

For sale
25/12/2024

For sale

26/09/2024

*Silvermut herbal solutions*

*Vose vashungurudzwa nemoyo, bp sugar cancer,sick nezvimwe zvakawanda ndauya nemushonga wechibhoyi unoparadza matambudziko zvachose chose pasina kuzodzoka zvekare*

Vose vanoshungurudzwa neurwere hwakasiyana siyana huyayi muwane kupora ndichishandisa mushonga wechibhoyi vose vanochema kuti ndikushaya anondida huyayi muwane zambuko renyu ,vasiri Harare mushonga unotumirwa kwamuri chako kuunza Zita rakakwana ndoita matare Ako zvinhu zvofamba zvakanaka

*Ndinowanika ku Glenview 3 TICHAGARIKA SHOPS*

0719174940 / 0773280136

15/09/2024

*SILVERMUT HERBAL SOLUTIONS*

*VAYA VASHUNGURUDZWA NE ASTHMA NDAUYA NEMUSHONGA WECHIBHOYI UNOPARADZA DAMBUDZIKO ZVACHOSE CHOSE NDICHISHANDISA MUSHONGA WECHIBHOYI* CHERO WANE NGUVA YAKADII HUYA URAPWE ZVICHIPERA CHOSE ,KANA USIRI MUHARARE UNOTUMIRWA MUSHONGA NEMABHAZI

GLENVIEW 3 TICHAGARIKA SHOPS

APP / CALL

0719174940 / 0773280136

14/09/2024

*SILVERMUT HERBAL SOLUTIONS*

*NDOKUKWAZISAI MOSE VASHUNGURUDZIKA NECHIRWERE CHAKADII NHAYI MUDIKANI NDAUYA NEMUSHONGA WECHIBHOYI UNORAPA PAMWE NEKUDZIIRIRA CANCER ZVACHOSE CHOSE*

VOSE VANE DAMBUDZIKO RESUGAR NDINORAPA RICHIPERA ZVACHOSE NDICHISHANDISA MUSHONGA WECHIBHOYI

NDINOWANIKA KUGLENVIEW 3 TICHAGARIKA SHOPS KANA USIRI MUHARARE MUSHONGA UNOTUMIRWA KWAMURI IKOKO NEMABHAZI

APP / CALL
0719174940 / 0773280136

26/08/2024

*Ndinokukwazisai Mose, kana mune vanotambudzwa neurwere hwakasiyana siyana ndauya nemushonga wechibhoyi unopedza matambudziko Akaita se moyo, bp, sugar, acids, ulcer, cancer, s**i, mudumbu, piles, musana, fibroids, jeko, mhepo, kutonhora muviri, kushaya hanya nebonde, kushaya simba mumba, kungobuda ropa kasingagume*

Vaya vashungurudzwa nevanhu vasingade kudzosa zvawakakwereta huyayi ndine shamhu yandorovesa nayo vanhu vasingaterere vachidzosa zvawakatora chose

Ndinowanika muGlenview 3 tichagarika shops

0719174940 / 0773280136

08/08/2024

*NDIKUNZWEYI MUCHITI NDAKASUNGWA NHENGO HAICHASHANDI MUMBA KANA KUNZE INI NDICHITI HUYAYI MUWANE KUSUNUNGURWA PAMATAMBUDZIKO AKAITA SEIYAYA NDICHISHANDISA MUSHONGA WECHIBHOYI ZVICHIPERA ZVACHOSE CHOSE* UNGAVA UINE SICK INONZI YARAMBA KUPERA NDANZWA NEMAJEKISENI NEMAPIRITSI HUYAYI MURAPWE NEMUSHONGA WECHIBHOYI ZVICHIPERA ZVACHOSE CHOSE , KUNYANGWE USIRI MUHARARE MUSHONGA UNOTUMIRWA KWAMURI KOSE ,CHERO KUCHISVIKA MABHAZI UNOUYA MUSHONGA CHAKO KUITA PAYMENT YAKO ECCO CASH/ONE MONEY PA 0773280136 / 0719174940 william ndozita rinobuda

NDINORAPA ZVAKAWANDA CHOSE NDICHISHANDISA MUSHONGA WECHIBHOYI , VOSE VANOTI NDINOBATA MARI ASI HAINA CHAINOSHANDA NDATI NASEKURU INOSHANDA MARI YAKO

GLENVIEW 3 tichagarika shops

0773280136 / 0719174940

03/08/2024

Usat

04/06/2024

*Acids master*

*SILVERMUT HERBAL SOLUTIONS*

*Ndokukwazisai mose nemufaro, Ndauya nemushonga wechibhoyi (herbs) unoparadza ma acids zvemhando yepamusoro soro pasina mazuva matatu chaiyo , mushonga uyo ndewe powder wamunoisa mumaheu kana porigi mazuva mashanu wangopedza kudya ndinokumbira udye zvose zvawairambidzwa kunzi usadya*

*MUSHONGA WANGOTANGA KUUSHANDISA UCHAONA KUTI UCHANOKURAPA ZVAKAWANDA ZVAKAITA SE ULCER, MUDUMBU KANA VAYA VANEMATAMBUDZIKO E MOYO ANOBVA APERA IPAPO IPAPO , KUNYORA KWANDAITA KUGUTSIKANA NEKUDA KWEMA TESTIMONY ANDIRI KUSANGANA NAYO ZUVA NEZUVA*

*VOSE VANE SUGAR HUYAYI KUNYANGWE YAKAKWIRA SEI NDINORAPA ZVICHIPERA ZVACHOSE CHOSE NEMUSHONGA WECHIBHOYI ZVEKARE , HAZVINGARAMBE PAURI NDINOBHEDYA KUTI ZVINOPERA CHETE NEMUSHONGA WANDINAWO WECHIBHOYI ZVEKARE*

CALL OR APP
0719174940
0773280136

Testimony ye basa  , glenview 3 tichagarika shops 0719174940 / 0773280136
19/04/2024

Testimony ye basa , glenview 3 tichagarika shops 0719174940 / 0773280136

30/03/2024

*Vanorwara nehurwere hwakasiyana siyana huyayi ndinorapa hurwere ne mushonga wechibhoyi zvichipera zvachose chose , kwauri ikoko mushonga unosvika wobhadhara uchipihwa mushonga pa bhazi*

*Vaya vanetswa nembereko ndinouchika pamuviri pakabata chose, cancer ndinorapa yakaparara pasina nguva refu , s**i ndinorapa kunyangwe yane nguva yakadii ,MOYO,BP, sugar , ulcer* Acids anopera chose pasina nguva , ndinowanika kuglenview 3 tichagarika shops

0719174940 / 0773280136

Address

Glenview 3 Tichagarika
Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Natural herbs solutions glenview posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Share on Facebook Share on Twitter Share on LinkedIn
Share on Pinterest Share on Reddit Share via Email
Share on WhatsApp Share on Instagram Share on Telegram