25/03/2026
Ndiri kufunga kuti dai vanhu dai vadzokera kuna Musikavanhu nevadzimu vavo, nekuti tose takabva kuna Musikavanhu ndokuisa madzinza ,zvino vanhu vaakuramba madzinza avo,vakudeura ropa nekuromba ,zvinova ndizvo pasi rotambura,nyika yatambura dzinza rachema,denga raramba yangova yoweee kuchema,ngatidzokei kuna Musikavanhu nekuvadzimu vedu moto udzimurwe ,pasi ritonhorere.👋👋👋👋👋