Nyati herbal solution

Nyati herbal solution Matambudziko ose huya patsime Tiri nyanzvi pakurapa zvirwere zvose nechanetsa pa mhuka Inonzi munhu

Makorokoto vazukuru vose vane mitupo nevasina vakachengetwa ne vadzimu namu sikavanhu gore rino vazukuru wese anechaakam...
06/01/2024

Makorokoto vazukuru vose vane mitupo nevasina vakachengetwa ne vadzimu namu sikavanhu gore rino vazukuru wese anechaakamboita chikaparara ndoda kuti chidzoke hupenyu hwako hufambe zvakanaka chose chaunoita chifambe zvakanaka

Vane misha irikunetsa varoyi ndiripo muzukuru
Vane hamadzavo dzakafa zvisina tsarukano huyai timutse anorwisa ikoko vanouya vachimhanya
Vanosemwa nevarume ,hama ,shamwari ,mumabasa ,chose chaunoita hachigoni kuonekwa kana kurumbidzwa
Tinogeza mhepo dzose nekubvisa mhepo dze zvikwambo kuti uchene paropa rako zvaunoita zvibudirire
Vana vakaremara huyai navo vabatsirwe
Angava murume kana mukadzi akaenda huya mudiwa wako anodzoka
Mudiwa diwa uripo
Munzwa inini uripo
Mupeta bere kune vakadzi vanoti murume anorova kana kushusha

Mukochomori uripo kunevasinga piwe mari ne murume kana shamwari
Gold mine ndinogadzira
Uye kugadzira vanochera kuti vasangane ne chuma
Business bursting chero company unosimuka muzukuru
Mukoka pa business rako
Vanoda masimba ekuporesa or kuporifita
Chaunga chiripo ne mudano
Vane zvisiri kuvafambira varikure munobatsirwa online muriikoko matare enyu oitwa zvofamba zvakanaka
Vanosha ndiswa nema spiritual husband or wife
Vanorwiswa nekuda kwe zvipo huyai
Vanorasha njere tinorapa
Zvipusha ,phari

Cancer mhando dzose
Neyaka piswa tinorapa
Magomarara ose nezvipotswa
Nekugadzira pamba kuti pasa pinda mbavha or varoyi

Tinogadzira security kuti mudiwa wako asavata nemumwe mukadzi or murume
Nekubvisa mhando dzose dzerukawo kune vakagadzirwa
Kubvisa hurombwa kune vakabata mishonga
Tinoita chose chabuda mumuromo mako
Ndapota handirombesi
Uye vanoti instant money hakuna chinhu chakadaro murikubirwa chete
Ndiri muharare ku Budiriro 2 muna Nzou pa dhuze ne church ye AFM ne Seventhday

Kufona ne Whatsapp 0788715229

*CHIZIVISO*Makadiiko vazukuruNdinoitwa sekuru MUKUNDADZVITI Ndinoda vanoti taneta nekutenderera pasina zvirikubuda  vane...
17/12/2023

*CHIZIVISO*

Makadiiko vazukuru
Ndinoitwa sekuru MUKUNDADZVITI
Ndinoda vanoti taneta nekutenderera pasina zvirikubuda vanematambudziko akasiyana siyana
Ndiri muharare ku chitungwiza Unit N panonzi pazvido pamashops
+263771138606

*Matare asina mhiko
Ndiri muharare kuchitungwiza vazukuru
Huyai mose

1.kurapa zvirwere zvose zvinema Zita ne zvisina
Kubvisa kana kuisa security pa mukadzi or pamurume wako
2.vanoda kugadzirwa Misha nzvimbo matunhu ndiripo pakuchenesa

3 kurapa masare anokonzera zvakawanda nekubvisa nyora dzakaiswa muropa remunhu
4.Coutcases

5.kubvisa mhepo dzose dzevashakabvu ,ngozi zvikwambo,
Nekubvisa mhiko kunevakareverwa kuti zvavanoita zvisafamba
Munyama kubvisa vanosemiwa

6.bussines risiri kufamba zvakanaka ndinogadzira zvofamba

7.kugadzira makomba egoridhe uye nekugadzira munhu paropa rako kuti ubate goridhe paropa rako
8.mudusa kuti upiwe Mari ne hama ne shamwari me vadiwa vako

9.Kudzosa zvakabiwa uye kudzosa Mudiwa × kukudza nhengo yababa
10.Vanopenga kurwara pfungwa uye kuti mwana agone kuchikoro

Furatidzo iripo inoshanda kuti mudiwa wako asaona vamwe kunze uko ade iwewe chete
Gadzirisa zvinhu usati wa bvutirwa

Ndinoita chose chabuda mumuromo mako

Nekugadzira vane mashavi asati abuda

*Kune vese vanoda kushandura hupenyu hwavo ndibateyi

For calls AND SMS vanoda kufona nekutuma mameseji ndibateyi pa namba idzo👇👇

0771138606 Whatsapp and calls////
0773337395 calls only haisi pa WhatsApp

16/12/2023

*☘️☘️Tinotengesa mishonga yechibhoi☘️
Kunze kwewekuromba mishonga iyi haina ma effects nekuti ndewechibhoi chaiwo direct kubva pamuti pasina zviwedzerwa.☘️🍀_

*Mishonga yatinayo inobatsira:*kurapa jekokurapa nekusuka chibereko
• Kupedza dumbu
• kurapa makumboChiname
• Kamhandara
• Ndorani
• Kusheedza mudiwa
• Mudiwa diwa
• Chaunga
• Wet yegudo
• Nyamuparadza
• Cancer
• Mhopo
• Kupera simba
• Kushaya shungu pabonde
• mukudza nhengoVanorwara nemoyo
• Kuzarirwa
• Tsanga muziso
• Kukasika kurasa mbeu pabonde
• Kuwedzera ropa
• Kusemwa/ munyama
• Kudzisa muviri
• Kuderedza sugarstroke we zvipushawe vanorasha njere we kubudisa mudzimu furo re mudzimu rinojekesa makope ne kuswededza mashavi pedyonewegona muroyi Kune vanoita madzikirira Chikona Ngozi iri gwenzwi chikwapuro munhu wese anosungirwa kugeza ne gwenzi iri kuitira mhepo dzinosundirwa kwatiri ne dzinotevera ropa murudziwe protection apa hauoneke ne mweya yakaipabvuta re ngwena usatevererwa ne mhepo dzose uye usa haka zvinhu zvavanhuGoko reramba usabatira zvirwere zvepa bonde chero rukawo,runyoka
• Kuderedza bp
• Mupfuhwira
• Kupedza sick
• Gwezva ma customer
• Lucky nhoko chivhunomunzwaininimukwapuraBute rematare re Hondo,chikwarimba,mudhombomakoma emiti yose zvuma zviripo
kanauchida kugadzirwa chako unotaura ma colours aunoda Bakatwa mapfumo,makanoNhekweTsvimbozvose zvechinyakare zviripo
.kuuchika kuuchika mapatya
_And many more..._
Vanoda kupinda matare sunungukai henyu kundibata

_KUTI MUWANE RUBATSIRO_
VARI KURE MUNONDIBATA TOTUMIRA ZVOIYA NE MA BUS KWESE KWESE
*Call or WhatsApp* 0779000259

*_calls 0773337395
Calls 0788420801
*_We deliver in Harare CBD_,& MBARE , CHITUNGWIZA

14/12/2023

*Call or WhatsApp 0771138606

*_calls 0773337395
Calls 07
*_We deliver in Harare CBD_,& MBARE , CHITUNGWIZA

Denhe reruzivo👇👇Chimiro cheMhepo dzedzimbabwe dzinoyerwa kupfurikidza  nehutongi hwadzo.*Gombwe*  imhondoro huru dzedzim...
29/10/2023

Denhe reruzivo👇👇

Chimiro cheMhepo dzedzimbabwe dzinoyerwa kupfurikidza nehutongi hwadzo.

*Gombwe* imhondoro huru dzedzimbabwe dzinechekuita nehutongi hweNyika ino yedzimbabwe.Kana makambonzwa zvichinzi *Nyika ine varidzi vanenge vachireva kuti *Dzimbabwe *ndereMakombwe* saka hapana *anotonga* Dzimbabwe asina kugarwa kana kubvumirwa *neMakombwe eNyka* .Idzi ndidzo mhepo dzakabata mativi mana eNyika dzichibvumbamira dzimbabwe.Ndidzo mhepo dzinotiyevera kana pane dambudziko,hondo,nzara kana maguta.Ndivo vanotirwira nekutichengetedza mukati menyika.
*Svikiro* idzi imhepo dzine chekuita nehutongi hwenzvimbo dzakakura chaizvo atingati ayinzi *madzimambo* ( *Kings*(provinces or large districts)Matare avo kana arema vanosumira *kuMakomwe*
*Mhondoro* idzi imhepo dzematunhu dzine chekuita *nuHushe* hwematunhu( *Chiefs*)
*Mudzimu* imhepo dzine chekuita nehutongi hwemadzinza.

14/10/2023

TEERERA UNZWE
HUPENYU MWENE WARWO ANONZWA MUDUMBU NDIYE ANORWISANA NEGONI

ZITARANGU NDINOITWA SEKURU NYATI NDINOGARA MUHARARE KU CHITUNGWIZA UNIT N KUFONA 0773337395)//0788420801

KUNE VOSE VANE MA BUSSINES AVANOITA ZVISINGA FAMBI ZVAKANAKA NDIRIPO PAKUKU BATSIRAI KUTI ZVINHU ZVIFAMBE ZVAKANAKA

VANE MIGODHI YE GORIDHE ISIRI KUBUDA MARI HUYAI TIGADZIRE INI HANDIROMBESI NDINOTAMBA NESANGO HANDIITE ZVEROPA KANA ZVEMA INSTANT MONEY ZVINORERWA NEVANHU KANA MA MAGIC
TINOBVISA MHEPO DZENGOZI ,ZVIKWAMBO MWEYA YEMURUDZI YAKAIPA ,MBEREKA ,WABVISWA MHEPO UNOISWA PA PROTECTION KUTI USAONEKWA NE VAROYI USARONDWA CHAUNOBATA CHISABVUTWA

MUKANA KANA WAZARURIRWA OBATA CHAWAPIWA NE MUDZIMU WAKO NA MWARIBWAKO

NDINODA MUNHU UUYA PANZVIMBO OR INI KUUYA KWAURI IKOKO TOITA BASA PASINA MHIKO

VANETSEKANA NE MAMARIAGE AVO NDIRIPO PAKUKUBATSIRA ZVINHU ZVOFAMBA ZVAKANAKA

VAKATORERWA VADIWA VAVO UNOMHANYA OBATSIRIKA ANOPADZOKA CHETE

FURATIDZO IRIPO mudiwa asawana mumwe munhu waanoda
Vanopesa chete iye moyo wake usviba kunevamwe vasiri iwewe ichi chikwapuro kune vanoita gumbo Mumba gumbo panze

CENTRAL LOCK IRIPO MHANDO DZOSE

Ruware___ munhu haaoni nhengo panenge Pasina chinhu

Rwekamba ----kanhengo kadodzoka kuita kadora hapana bonde rinoitwa ipapo

RWEMAJURU Majuru anotanga kubuda mukati menhengo achikuruma pose pawagarira kana kuvatapasi anobuda

Dzakawandisa MHANDO dzemarukawo munhu anotaura zvaanoda basioitirwa sechishuvo chake

1) TINOBVISA MHEPO DZEVASHAKABVU OR BVURI
KANA MUNHU AKAREVERERWA PAGUVA RE MUNHU AKAFA OR KUKANGIRWA TSOKA DZAKE OR HEMBE YAKE NEIVHU REKUMA KUVA VACHITAURA ZVAKAIPA KUTI ZVISANGANE NAYE PAUPENYU HWAKE ZVAANOBATA ZVIPARARE

ZVARINOKONZERA KANA RAVAKUTEVERA MUNHU
a)Rino vhara mikana inenge yavhurirwa munhu na mwari
b)Rinoita kuti munhu asemwe ,usanzwikwa zvaunotaura nevamwe mungava mu family kana pabasa zvaunotaura hazviteererwi
c)kana muri murudo unongosiyiwa pasina mhosva munhu anonzwa kungo kusema
D)Rinopedza simba rezodzo ungava mun

28/09/2023

*☘️☘️Tinotengesa mishonga yechibhoi☘️
Kunze kwewekuromba mishonga iyi haina ma effects nekuti ndewechibhoi chaiwo direct kubva pamuti pasina zviwedzerwa.☘️🍀_

*Mishonga yatinayo inobatsira:*kurapa jekokurapa nekusuka chibereko
• Kupedza dumbu
• kurapa makumboChiname
• Kamhandara
• Ndorani
• Kusheedza mudiwa
• Mudiwa diwa
• Chaunga
• Wet yegudo
• Nyamuparadza
• Cancer
• Mhopo
• Kupera simba
• Kushaya shungu pabonde
• mukudza nhengoVanorwara nemoyo
• Kuzarirwa
• Tsanga muziso
• Kukasika kurasa mbeu pabonde
• Kuwedzera ropa
• Kusemwa/ munyama
• Kudzisa muviri
• Kuderedza sugar
• Kuderedza bp
• Mupfuhwira
• Kupedza sick
• Gwezva ma customer
• Lucky nhoko dzetsuro kuuchika kuuchika mapatya
_And many more..._

_KUTI MUWANE RUBATSIRO_
*Call or WhatsApp* 0771138606

*_Inbox 0771138606
Calls 0719327193
*_We deliver in Harare CBD_*Ne CHITUNGWIZA NE MBARE

10/09/2023

MHURI YE ZIMBABWE MAKADINI MOSE ZVIZVARWA ZVEGANDA DEMA

ZITARANGU NDINOITWA SEKURU NYATI NDINOGARA MUHARARE KU CHITUNGWIZA UNIT N KUFONA 0773337395)//0788420801

KUNE VOSE VANE MA BUSSINES AVANOITA ZVISINGA FAMBI ZVAKANAKA NDIRIPO PAKUKU BATSIRAI KUTI ZVINHU ZVIFAMBE ZVAKANAKA

VANE MIGODHI YE GORIDHE ISIRI KUBUDA MARI HUYAI TIGADZIRE INI HANDIROMBESI NDINOTAMBA NESANGO HANDIITE ZVEROPA KANA ZVEMA INSTANT MONEY ZVINORERWA NEVANHU KANA MA MAGIC

NDINODA MUNHU UUYA PANZVIMBO OR INI KUUYA KWAURI IKOKO TOITA BASA PASINA MHIKO

VANETSEKANA NE MAMARIAGE AVO NDIRIPO PAKUKUBATSIRA ZVINHU ZVOFAMBA ZVAKANAKA

VAKATORERWA VADIWA VAVO UNOMHANYA OBATSIRIKA ANOPADZOKA CHETE

FURATIDZO IRIPO mudiwa asawana mumwe munhu waanoda
Vanopesa chete iye moyo wake usviba kunevamwe vasiri iwewe ichi chikwapuro kune vanoita gumbo Mumba gumbo panze

CENTRAL LOCK IRIPO MHANDO DZOSE

Ruware___ munhu haaoni nhengo panenge Pasina chinhu

Rwekamba ----kanhengo kadodzoka kuita kadora hapana bonde rinoitwa ipapo

RWEMAJURU Majuru anotanga kubuda mukati menhengo achikuruma pose pawagarira kana kuvatapasi anobuda

Dzakawandisa MHANDO dzemarukawo munhu anotaura zvaanoda basioitirwa sechishuvo chake

1) TINOBVISA MHEPO DZEVASHAKABVU OR BVURI
KANA MUNHU AKAREVERERWA PAGUVA RE MUNHU AKAFA OR KUKANGIRWA TSOKA DZAKE OR HEMBE YAKE NEIVHU REKUMA KUVA VACHITAURA ZVAKAIPA KUTI ZVISANGANE NAYE PAUPENYU HWAKE ZVAANOBATA ZVIPARARE

ZVARINOKONZERA KANA RAVAKUTEVERA MUNHU
a)Rino vhara mikana inenge yavhurirwa munhu na mwari
b)Rinoita kuti munhu asemwe ,usanzwikwa zvaunotaura nevamwe mungava mu family kana pabasa zvaunotaura hazviteererwi
c)kana muri murudo unongosiyiwa pasina mhosva munhu anonzwa kungo kusema
D)Rinopedza simba rezodzo ungava munamato kana mushonga wawapiwa kuti ushandise paropa rako hazvishandi zvinhu hazvi chinji rinenge ratopedza zodzo kare
E) chose chaunobata chinoparara zvisina tsarukano
F) ukada kuita BUSINESS harifambi unoramba uchitenderera panzvimbo imwe

MA SIGN ARO

Address

6153
Harare

Telephone

+263788715229

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Nyati herbal solution posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share