Instacure Herbal Clinic

Instacure Herbal Clinic Instant care herbal packages for all your illness.100% organic and efficient

🌟 MHOPO DZAKUSHUNGURUDZA HERE? 🌟❌ Mawatsi / Ge***al warts anovava❌ Kubuda mvura dzinonhuwa❌ Madzihwa asingaperi❌ Kushaik...
10/04/2026

🌟 MHOPO DZAKUSHUNGURUDZA HERE? 🌟
❌ Mawatsi / Ge***al warts anovava
❌ Kubuda mvura dzinonhuwa
❌ Madzihwa asingaperi
❌ Kushaikwa kwemufaro pabonde
❌ Kunyarira kupinda murudo
✅ Chirwere ichi CHINORAPIKA!
Usarere chirwere chepabonde – tora nhanho nhasi.
📞 Fonera / WhatsApp: 0788684284
Utano hwako hupenyu hwako

*CHIRWERE CHEMOYO*✍️ Vamwe vanongobata pachipfuva kamwechete, vozongoerekana vawira pasi — zvopera ipapo 😪✍️ Kurwadziwa ...
23/03/2026

*CHIRWERE CHEMOYO*

✍️ Vamwe vanongobata pachipfuva kamwechete, vozongoerekana vawira pasi — zvopera ipapo 😪
✍️ Kurwadziwa nemusoro nguva nenguva, pamwe nekugwinhwa muviri wese 🥹
✍️ Makumbo anopisa pasi petsoka, pamwe nekubayiwa-bayiwa pakati pemaoko
⚠️ Musajaire zviratidzo izvi muchiti zvidiki.
Zvinogona kuva chiratidzo chechirwere chemwoyo.
⏳ Wanai rubatsiro nenguva — hupenyu hunokosha!

📞 0788684284

19/03/2026
🔵 TREATING PROSTATE ENLARGEMENT & PROSTATE CANCER (NATURALLY) 🔵Our products and food supplements are 100% natural.✔ No h...
16/03/2026

🔵 TREATING PROSTATE ENLARGEMENT & PROSTATE CANCER (NATURALLY) 🔵

Our products and food supplements are 100% natural.
✔ No harmful drugs
✔ No caffeine
✔ No known side effects
✔ Safe and healthy for long-term use

⏳ “Procrastination is the thief of life (hupenyu).”

Men above 40 years are at a higher risk of developing prostate enlargement or prostate cancer. Unfortunately, many people are not fully informed about this condition.

If you are experiencing any of the symptoms below, seek help early. Early support and prevention are very important.

Even if you are over 40 and not yet experiencing symptoms, you can contact us for prevention and wellness support.

📢 Please share this information with other men so we can fight prostate problems together.

⚠️ Common Signs & Symptoms of Prostate Disorders

1. Burning or pain during urination
2. Loss of bladder control
3. Reduced s*xual performance
4. Lower back pain
5. Blood in urine
6. Urgent need to urinate
7. Frequent urination (especially at night)
8. Urinary tract or kidney infections
9. Weak or slow urine flow
10. Yellowish urine
11. Painful ej*******on
12. Weak er****on or low s***m count

📩 Inbox for more information

+263788684284

*FEMALE CARE PACKAGE**  *Uterus cleansing pill*  *Suitable for :*✅ Women with uterus growth✅Women who experience pain du...
16/03/2026

*FEMALE CARE PACKAGE*
*
*Uterus cleansing pill*

*Suitable for :*
✅ Women with uterus growth
✅Women who experience pain during s*x
✅Women with smelly ,yellowish and creamish
✅Vaginal discharges and ✅Vaginal irritations
✅ Women with infertility
✅Women with irregular menstrual cycles
✅ Women with cysts
✅ Women with fibroids
✅ Women with cervical cancer
✅ Women with vaginal discharges
✅Women with blocked fallopian tubes
✅Ladies with missed or absence or stopped periods

*Soypower capsules*

✅Soy power marinate and and balance vaginal fluids for libido and standard or**sm
✅Soy power fights premenstrual tensions
✅Soy power is best for hormonal balancing
✅Soy power prevents decline of ovaries
✅Soy power is the herb for fertility
✅Soy power nourish skin and retards aging ,hence preventing early menopause

1. *Breast care tea*.
- Prevents breast disorder such as breast cancer and bresat tumor.
- lmproves blood circulation and dissolves blood stagnant.
-lmproves immunity.

2. *Royal jelly capsules*
- Prevents breast cancer and cervical cancer.
- Reduces spots and wrinkles,nourishes skin ,activates hair and nails.
- Help with fertility and anemia in women

3. *Zinc tablets*
Allows women to use estrogen and
progesterone in efficiently.
- Help with infertility.
- Help with the growth of ovaries
-prevents miscarriages

4. *Kidney tonifier for women capsules*.
- Removes toxins accumulated in kidneys.
- Improves s*xual desire and quality intercouse.
- Regulates ovaries to balance female hormones.

*Garnodema capsules*
It engulfs fibroids, destroys any growth in the reproductive system and enhances immunity.

*Ginseng*
-fights more thay 40 types of cancers thereby preventing cervical/ womb cancer.

*Chitosan capsules*
- it is a very powerful detoxifier, it traps fats and acids that leads to hormonal imbalances and excessive weight gain and it inhibits tumour growth/fibroids.

+263788684284

_💔 *HONGU CHIVEVE IT'S JUST A SYMPTOM OR CHIRATIDZO CHEZVAKASIYANA SIYANA ASI CHIRATIDZO CHINE ZVIRWERE ZVIRI SERIOUS KU...
11/12/2025

_💔 *HONGU CHIVEVE IT'S JUST A SYMPTOM OR CHIRATIDZO CHEZVAKASIYANA SIYANA ASI CHIRATIDZO CHINE ZVIRWERE ZVIRI SERIOUS KUSERI KWACHO*_

💔💔 ```Chiveve chinogona kuva chiratidza chezvirwere zvinotevera izvo:
```
✋🏽multiple sclerosis zvinova zvichikonzera ma,damages e nerve system

✋🏽peripheral neuropathy, zvichikonzerwawo ne,Diabetes, ma infections nezvimwe

✋🏽kuita dambudziko re,*STROKE OR KUOMA MUTEZO*

✋🏽chinokonzerwawo ne Diabetes or Kuve ne Sugar

✋🏽 chinokonzerwa nekuda kwekuva ne BP OR HYPERTENSION

✋🏽chinokonzerwawo ne Vitamin deficiency zvakaita sana B12

👆👆 *IZVI ZVASANGANA ZVINOKONZERA CHIVEVE NEZVIRWERE ZVINOZOUYA AFTER WAVE NECHIVEVE*

So these symptoms zvokwadi akashata and achikanganisa hutano hwedu zvakare kana watambudzwa nechiveve tibatei muise appointment tibatsirane zvizere usazoyeuka bako wave ne Stroke

0775478065

08/10/2025

*ITSVO/KIDNEYS*
Itsvo(Kidneys) inhengo dzemuviri dziripo 2 dzinoita basa rekumimina ropa dzichirichenesa nokubvisa tsvina. Zvinenge zvabviswa muropa zvinoenda kudundira(bladder), from bladder zvozobuda yave urine.

*KIDNEY INFECTION /Chirwere cheitsvo*
▶️Chirwere chekukanganiswa kweitsvo chinogona kunzi pyelonephritis.
▶️Chirwere chinotangira kudundira/bladder kukwidza kusvika kuitsvo/kidneys

*➡️A kidney infection, also known as pyelonephritis, is a bacterial infection that occurs in the kidneys.*


🚨 *SYMPTOMS OF KIDNEY INFECTION*

▶️Frequent urination-Kuenda kuchimbuzi zvakanyanya
▶️Abdominal pain-Kurwadziwa mudumbu
▶️Fever-Kupisa muviri
▶️Back,side or groin pain(muhudyu)-Kurwadziwa nemusana, murutivi memuhudyu
▶️Strong,persistent urge to urinate-Kunzwa weti inongoerekana yotoda kubuda.
▶️Burning sensation or pain when urinating-Kunzwa kutsva pakurasa mvura
▶️Blood in urine-Kuita weti inehurwa kana ropa
▶️Urine with odour smell or cloudy-Kuita weti inonhuwa zvakanyanya kana yakaita kunge mukaka.
▶️Nausea and Vomiting-Kunzwa kusvotwa nekuda kurutsa
▶️Pain below the ribs-Kurwadziwa muzasi membabvu
▶️Chills-Kupindwa nechando zvakanyanya
▶️Sudden increase of infections -Kungorwararwara nguva zhinji.

*COMPLICATIONS OF KIDNEY INFECTION*/ *ZVAKASHATIRA KUCHENGETA CHIRWERE CHEITSVO*
✅If left untreated, kidney infections can lead to serious complications, such as:

~Permanent kidney damage: Kufa kweitsvo zvachose.
~Recurrent infections:Kuramba uchibatwa nezvirwere nguva dzose.
~Septicemia (blood poisoning)-Kusvibiswa kweropa kunokonzera kuzoita kufa kwetsinga kuita BP, kuita zvirwere zvemabhonzo
~Kidney failure-kufa kweitsvo.
~Arthritis:Kuita zvirwere zvemabhonzo.

FOR HELP INBOX
+263 775478065

Your body needs regular detox,take action now
01/07/2025

Your body needs regular detox,take action now

Address

Harare CBD
Harare

Telephone

+263775478065

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Instacure Herbal Clinic posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Practice

Send a message to Instacure Herbal Clinic:

Share