21/03/2014
STOP & OFFLOAD!!!!
Gonyeti chero rikakura sei, kana rasvika paroad
block rinomiswa nekamupurisa kapfupi, katete
uye kasina kana licence, driver kana akatakura
mbanje onzi offloader. Chamisa Gonyeti
hakasingori kamurume kapfupi aka, thats why
iwe urimurefu nemhasuru asi chero ukamisa
Gonyeti zvakadii harimiri.Chaita Gonyeti rimire
iAuthority iri behind kamupurisa aka.
I want to tell you that une Authority yeDENGA
mauri saka nomatter how big is the sickness
coming ur way, unogona kuchiti STOP. Kana
dziri hope dzinotyisa, kana huri hurovha, kana
kuri kupokana mumarriage, kana kuri kuroiwa,
kana iri mweya yetsvina/mademon, tell it to
STOP and OFFLOAD. Jesu anoti kumvura
nemhepo "PEACE, BE STILL", Nekuti you are
backed neAUTHORITY yeDENGA, udza anything chiri kukushungurudza kuti "STOP & OFFLOAD"
Hanty? Good day
Indeed you are a WOMAN W-worker O-organiser M-manager A-advisor N-neutraliser indeed God had trusted you in giving you 5 important roles in life keep on doing good HAKUNA AKAITA SAAMAI PASI ROSE.!