02/10/2025
                                            *Colgate original*
*Mangwana ndoda k*t ugeze ne Colgate after wapedza kugeza normal bath anytime*
*Colgate yako inofanirwa kuita 4 days chete zvaunoita unosvinira patowel wogeza inopupuma sesipo unogeza ingava mvura inotonhora kana inodziya wapedza kugeza worega kupuk*ta*
*Then Cinnamon*
*Tora Cinnamon yako Shoma woisa pamari yebepa inotengawo woisa muchikwama ngaigare kwemwedzi usina kushandisa Mari iyoyo wozoshandisa after wapedza mwedzi Mari iri muchikwama chako*
*Then imwe cinnamon muka kuseni mangwana then wotora cinnamon Shoma woita weti Shoma woisa cinnamon iyoyo chizvizora mukati memaoko ne pasi petsoka wooma wakadaro wozogeza hako kana uchinge wakaoma izvi unozviita kuseni usati wataura nemunhu*
*Imwe cinnamon Shoma tora mvura yauchanamata nayo woisa kana uri munhu anotengesa kusha pangava pamusika Pako kana pazvinhu zvaunotengesa kana usina bhidhauko rek*tengesa unongomwaya pachivanze chako paunogara ipapo kunyangwe pasiri pamba Pako izvi unozviita kamwechete chete*
*Garlic unotora mbadzi kana kapiece kamwe isa mupillow mako kwemwedzi wese wozobvisa hako worasa  ,,imwe yasara unotora mbadzi yacho Pisa pastove kana pamarasha uchiti handifanirwe kushaya Mari unopisa everyday kusvika garlic yose yapera paunenge uchipisa taura pautsi hwacho marasha acho or marara acho unorasa hako chero mubin*
*We serve a Living God Jehovah*
*Some they will start to receive money today yezvikwereti vamwe kungopiwa Mari vamwe mafavours kubasa u will see a great change muma relationship*
*Mvura yamanamata nayo nhasi inwai half then inenge yasara tora half teaspoon cinnamon woisa mumvura,wokusha panze kana kurobhesa mumba kana kubasa u will see a great change*
🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
*Mangwana fasting iri k*tanga from 6 am to 4 pm then tobreaker then musiwa 2 ndizvozvo the same kusvika musi wa 4 August*
*Please vari pamedication or vane pamuviri or vari kuyamwisa dnt fast just pray only musatya tinenge tiri tose*                                        
 
                                                                                                     
                                                                                                     
                                                                                                     
                                                                                                     
                                                                                                     
                                                                                                     
                                                                                                     
                                                                                                     
                                                                                                     
                                         
   
   
   
   
     
   
   
  